Winky D - Copyrights Songtexte

Songtexte Copyrights - Winky D




Yo lion oskid
Gafa kusvika ndafa, igwe
Pagetto zvinhu hazvina kumira mushe this tyme, no no no
Asi chichemo changu kumayuts haikonai kumixa nekind no no no
Misodzi yandachema magetto yuts akandwa ...
Tirikutrya bt hapana zviri kufaya
Ende hamusati maona, hamusati maona
Vanongotihya pavadira votifaya



Autor(en): Wallace Chirumiko



Attention! Feel free to leave feedback.