Zimpraise - Ngatimukudzei Mwari (Choral Choir) [Live] Songtexte

Songtexte Ngatimukudzei Mwari (Choral Choir) [Live] - Zimpraise




Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Anorayira zuva rivhenekere nyika
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Zvinhu zvose zvipenyu zvinochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Vanhu vose vapenyu vanochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu



Autor(en): Joseph Madziyire


Zimpraise - Hymns Night 3
Album Hymns Night 3
Veröffentlichungsdatum
01-11-2018




Attention! Feel free to leave feedback.