BeeTips - Nguva Yangu Lyrics

Lyrics Nguva Yangu - BeeTips




Yo! G Bunny
You Gotta know it's BeeTips
Counage, Benaiah
Rume rimwe harikombe churu
Ndinewe ini ndosimudzirwa
Usipo ndosurukirwa, asi
Usazopedza nguva yangu
Nguva yangu
Uchinyepa kuti unondida iwe
Unondida iwe
Usazopedza nguva yangu
Nguva yangu
Uchinyepa kuti unondida iwe
Unondida iwe
Meso angu ndakatsiura
Kubva zuva randakuona
Akaona umwe asacheuka
Ini ndinaye wangu (Wangu ndiye)
Azere nerudo
Kumufadza ini ndine chido
Handifare asipo
Kwandiri atori chipo
Ndiye azere nerudo
Kumufadza ini ndine chido
Handifare asipo
Oh yeah yeah yeah
Rume rimwe harikombe churu
Ndinewe ini ndosimudzirwa
Usipo ndosurukirwa, asi
Usazopedza nguva yangu
Nguva yangu
Uchinyepa kuti unondida iwe
Unondida iwe
Usazopedza nguva yangu
Nguva yangu
Uchinyepa kuti unondida iwe
Unondida iwe
Hatisisiri 1 by 1
Isusu tave 2 by 2
Tosimbisa rudo rwedu
Oh oh yeah yeah yeah
Hatisisiri 1 by 1
Isusu tave 2 by 2
Tosimbisa rudo rwedu
Inini newe tiri 2
Rume rimwe harikombe churu
Ndinewe ini ndosimudzirwa
Usipo ndosurukirwa, asi
Usazopedza nguva yangu
Nguva yangu
Uchinyepa kuti unondida iwe
Unondida iwe
Usazopedza nguva yangu
Nguva yangu
Uchinyepa kuti unondida iwe
Unondida iwe
Usazopedza nguva yangu
Yeah yeah yeah
Uchinyepa kuti unondida iwe
Oh oh oh
Usazopedza nguva yangu
Yeah yeah yeah
Uchinyepa kuti unondida iwe
Oh oh oh oh
Rudo kwauri ruzere pamoyo
Handidi newe
Usaende kure
Ndigare newe
Rudo kwauri ruzere pamoyo
Handidi newe
Usaende kure
Ndigare newe



Writer(s): Brighton Tipedze



Attention! Feel free to leave feedback.