Enzo Ishall - Magate Lyrics

Lyrics Magate - Enzo Ishall



Ndakanda changu chirauro
Ndotongogara ndakutotesa
Murandakadzi chimbomira kuzvitongesa
Ukati ndianiko achakutengesa
Nhau yako ndaiona yakakurisa
Uri wetambo pakati se kenduru mhandu yechinono
Une chuma muchiuno
Zvawauya kuno zvaikozvino
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate
50 zvikaramba 60, 60 70 magate
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate
50 zvikaramba 60, 60 70
Rabva raita kuti uite kunge kakudhasharara, kadash
Magate chete kwete madish,kadash
Ukangoramba wakadaro, finish!
Murandakadzi iwe, murandakadzi
Nekuti uri muridzi, teereresa
Kuita kusanganisa
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate
50 zvikaramba 60, 60 70 magate
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate
50 zvikaramba 60, 60 70 magate
Ndarihaka rega rireurure
Ndiri mudhuze hazvibude ndiri kure
Ndiro chairo saka rega ridhure
Ndakarihaka ndiri nechekumashure
Cheuka iwe cheuka ndini ndiriko cheuka cheuka
Cheuka iwe cheuka ndini ndiriko cheuka
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate
50 zvikaramba 60, 60 70 magate
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate
50 zvikaramba 60, 60 70 magate
Ndotongogara ndakutotesa
Murandakadzi chimbomira kuzvitongesa
Ukati ndianiko achakutengesa
Ndaiona nhau yako yakakurisa
Uri wetambo pakati se kenduru mhandu yechinono
Une chuma muchiuno
Zvawauya kuno zvaikozvino
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate
50 zvikaramba 60, 60 70 magate
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate
50 zvikaramba 60, 60 70 magate
Mangoma Depot Levels Ribe na Fantan
Inini Stallion



Writer(s): Enzo Ishall


Enzo Ishall - The Hits
Album The Hits
date of release
05-04-2019




Attention! Feel free to leave feedback.