Lyrics Kutenda - Mambo Dhuterere , Freeman HKD
Zvino
yava
nyuva
yekutenda
babaaaa
Gore
rino
ndotenda
ngoni
Tapinda
Nenyasha
Machinda
(Chorus)
-
Gore
rapera
titende
tapinda
Tachengetwa
nenyasha
Musadibhe
machinda
kutenda,
kutendaaa
Titende
tapinda
Tachengetwa
nenyasha
Musadibhe
machinda
kutenda,
kutendaaa
Dariro
ngarikure
ndipemberere
Nditambe
kudzana
kufarira
Ndoita
saDhavidha
kurimbinyuka
Mai
vangu
regai
kundi
popoterai
Gore
rino
ndatokurira,
rinouya
ndinokurira
Vateye
muteyo
ndino
chirika
Ndine
ngoni
dzino
kurira
Heyyy
vaiti
ndicha
koromoka
Varoyi
munodyairira
Ndipe
huswa
nditombo
non'ona
Jehova
vandi
komborera
Rumbidzwai
munopa
huchi
nemukaka
kuvhanu
vanonyengetera
Iri
rat
opera
ndichirarama
Regedza
ndingotenda
ishe
Rinouya
ndichirarama
saka
ndongotenda
ishe
Mwari
ndomutenda,
ndomutenda
Rega
ndimutende,
ndimutendee
Haaa
ndomutenda,
ndomutenda
(Chorus)
-
Gore
rapera
titende
tapinda
Tachengetwa
nenyasha
Musadibhe
machinda
kutenda,
kutendaaa
Titende
tapinda
Tachengetwa
nenyasha
Musadibhe
machinda
kutenda,
kutendaaa
Ah
pakaitika
tsaona
hauna
kuparara
saka
tenda
Makore
urimuchipatara
hauna
kuparara
saka
tenda
Urimupenyu
nanhasi
pakati
pevamwe
urikufema
Zvako
zviri
kuendeka
hapana
kushupika
kuda
kwedenga
Kutenda,
kutenda,
kutenda
ngatitende
life,
haisi
yekutenda
Tese
takaphiwa
pachena
nedenga
Chatingangoita
chete
tese
kutenda
(Chorus)
-
Gore
rapera
titende
tapinda
Tachengetwa
nenyasha
Musadibhe
machinda
kutenda,
kutendaaa
Titende
tapinda
Tachengetwa
nenyasha
Musadibhe
machinda
kutenda,
kutendaaa
Saka
simudza
maoko
mudenga
Ropafadzwa
nengoni
dzemudenga
Ukava
nemoyo
wekutenda
ishe
havambo
kusiye
mugwenga
Anoziva
remangwana
ndiyani
Fara
nhasi
mangwana
haazikanwi
Mweya
wekufema
unawo
Zvatenderwa
nayaweh
kuti
ufare
Watokomborerwa
urimupenyu
nanhasi
vakafa
havana
chavakaona
Watokomborerwa
wararama
nazvino,
vakafa
havana
chavakaona
(Chorus)
-
Gore
rapera
titende
tapinda
Tachengetwa
nenyasha
Musadibhe
machinda
kutenda,
kutendaaa
Titende
tapinda
Tachengetwa
nenyasha
Musadibhe
machinda
kutenda,
kutendaaa
Tapinda
Nenyasha
Machinda
Musakanganwa
kutenda
Tapinda
Nenyasha
Machinda
Musakanganwa
kutenda
Tapinda
Nenyasha
Machinda
Musakanganwa
kutenda
Attention! Feel free to leave feedback.