Lyrics Muchandizwawo - Freeman HKD
Hazvina
kureruka
kurarira
nzara
Roiki
aive
makwikwi
(Spi-spi-spi)
Hazvina
kureruka
kurarira
nzara
Roiki
aive
makwikwi
(mhm)
Hazvina
kureruka
kurarira
nzara
Hazvina
hazvina
(Hazvizi
easy)
Roiki
aive
makwikwi
(e-ee)
Hazvina
kureruka
kurarira
nzara
(Hazvizi
easy,
Spitso
hazvizi
easy)
Roiki
aive
makwikwi
(Spirit)
Ndaiti
kana
ndichenge
ndarira
Muchandinzwawo,
muchandinzwa
Muchandinzwawo
Kana
ndaenda
mberiyo
Vachandinzwawo,
vachandinzwa
Vachandinzwawo
Spirit
takazobvuta
win
Makomborero
jahwi
Saka
muchandinzwawo
Muchandinzwawo
HK-
takabvuta
win
Makomborero
jahwi
Saka
muchandinzwawo
Ay,
asi
zvaisava
easy
kuita
kunge
ABC
Muroad
maisava
clean
Ndakabata
magrease
kuti
ndiwane
victory
Ndaiita
sendabuda
mubin
Wayano
almost
starving
kurara
nenzara
Pasina
chaibuda
tichirima
mutara
Asi
takangoijuta
kusvikira
chacolour
(ahh)
Musindione
kupenya
mogaya
kuti
zvaive
nyore
maya
Pamwe
pacho
taibuda
kuseni
todzoka
tocasher
nyaya
Dzimwe
nguva
ndairiska
ndichikwata
ndoti
kondikafa
(ndikafa)
Gaya
Ndaiti
kana
ndichenge
ndarira
Muchandinzwawo,
muchandinzwa
Muchandinzwawo
Kana
ndaenda
mberiyo
Vachandinzwawo,
vachandinzwa
Vachandinzwawo
Spirit
takazobvuta
win
Makomborero
jahwi
Saka
muchandinzwawo
Muchandinzwawo
HK-
takabvuta
win
Makomborero
jahwi
Saka
muchandinzwawo
Wangu
handina
kumira
handina
kumira
Ndaiziva
kuti
mberi
ndichabudikira
But
pakashanda
tsumo
ndemadimikira
Kuti
Chisi
hachiere
zuva
richivira
So
you
better
believe
in
yourself
yeah
You're
gonna
make
it
one
day
Achakublessa
Yahweh
Yahweh
Musindione
kupenya
mogaya
kuti
zvaive
nyore
maya
Pamwe
pacho
taibuda
kuseni
todzoka
tocasher
nyaya
Dzimwe
nguva
ndairiska
ndichikwata
ndoti
kondikafa
(ndikafa)
Gaya
Ndaiti
kana
ndichenge
ndarira
Muchandinzwawo,
muchandinzwa
Muchandinzwawo
Kana
ndaenda
mberiyo
Vachandinzwawo,
vachandinzwa
Vachandinzwawo
Spirit
takazobvuta
win
Makomborero
jahwi
Saka
muchandinzwawo
Muchandinzwawo
HK-
takabvuta
win
Makomborero
jahwi
Saka
muchandinzwawo
Hazvina
kureruka
kurarira
nzara
Roiki
aive
makwikwi
Hazvina
kureruka
kurarira
nzara
Roiki
aive
makwikwi

1 Zvomakisa
2 Ndashaiwa
3 Parikuda Plan
4 Hwahwa
5 Uchahwinha
6 Z.C.A - BONUS TRACK
7 Me vs Me - INTRO
8 Muchandizwawo
9 Zvavharana [Irreplaceable]
10 Wenyama
11 BHURU
12 International Business
13 Paper 2
14 Chahwiriri
15 Charisma
16 La Liga
Attention! Feel free to leave feedback.