Lyrics Top Shatta - Freeman
Rinodiwa,
rinodiwa
top
shatta
(I
Don't
know
what
he
says),
deffintely
Big
up
kana
wakapihwa
top
shatta,
(HKD
boss)
big
up
kana
uri
top
shatta,
yo
R
one)
Rinodiwa
rinodiwa
top
shatta
(yo
Phantan,
yo
Skyjuice)
Ndakamuziva
wandinoti
top
shatta,
ndikaskupa
anondipicker.
Anomira
neni
nyangwe
zvakaoma,
asingafe
ashaikwa.
Anowanikwa
ndadonha
Phantan,
diye.
Anonditi
maporonga
Doctor,
ndiye.
Real
friend,
top
shatta.
Mulife
mazano
anovaka,
anondipa.
ndiye
Anondisunungura
ndasungwa
ndenge
tan.
Masecretes
angu,
ndiye
anoachengeta.
Anondiratidza
Jesu
ndavingwa
nasatan.
Maone
two,
vanhu
vakadaro
Phantan
Vanozviti
vakamira
pachokwadi
vangani.
Atidi
mafriends
anovengerana
pattern
Tikawana
anodaro
network
toicutter.
Mozotanga
kunditi
Dhokotera
vakashata.
Varipo
vanobatikana,
vanoda
kushanda,
Vodi?
Ndivo
vatirikuramba.
Vanoisa
like
zvangu
pazvinoramba,
hazvichashanda
Makomborero
awanda.
Ndakamuziva
wandinoti
top
shatta,
ndikaskupa
anondipicker.
Anomira
neni
nyangwe
zvakaoma,
asingafe
ashaikwa.
Anowanikwa
ndadonha
Phantan,
ndiye.
Anonditi
maporonga
Doctor,
ndiye.
Real
friend,
top
shatta.
Mulife
mazano
anovaka,
anondipa.
ndiye
Pandinosuwa,
naiye
anosuwawo.
Pandifara,
naiye
anofarawo.
Haana
moyo
sewo
mambho
Pharaoh.
Chakanaka,
ndiye
anondiratidzawo.
Usandinyepere
uchiti
uri
real
link.
Handiko
ikoko,
vatipire
Silence
Right
now
miwa
big
up,
une
real
link
Pandinoita
yandinoita,
haashaikwe
Ndakamuziva
wandinoti
top
shatta,
ndikaskupa
anondipicker.
Anomira
neni
nyangwe
zvakaoma,
asingafe
ashaikwa.
Anowanikwa
ndadonha
Phantan,
diye.
Anonditi
maporonga
Doctor,
ndiye.
Real
friend,
top
shatta.
Mulife
mazano
anovaka,
anondipa.
ndiye
Anondisunungura
ndasungwa
ndenge
tan
Masecretes
angu,
ndiye
anoachengeta.
Anondiratidza
Jesu
ndavingwa
nasatan.
Maone
two,
vanhu
vakadaro
Phantan
Vanozviti
vakamira
pachokwadi
vangani.
Atidi
mafriends
anovengerana
pattern
Tikawana
anodaro
network
toicutter.
Mozotanga
kunditi
dhokotera
vakashata.
Varipo
vanobatikana,
vanoda
kushanda,
Vodi?
Ndivo
vatirikuramba.
Vanoisa
like
zvangu
pazvinoramba,
hazvichashanda
Makomborero
awanda.
Ndakamuziva
wandinoti
top
shatta,
ndikaskupa
anondipicker.
Anomira
neni
nyangwe
zvakaoma,
asingafe
ashaikwa.
Anowanikwa
ndadonha
Phantan,
diye.
Anonditi
maporonga
Doctor,
ndiye.
Real
friend,
top
shatta.
Mulife
mazano
anovaka,
andipa.
Ndiye.
Ndiye.
Rinodiwa,
rinodiwa
top
shatta
Big
up
kana
wakapihwa
top
shatta,
big
up
kana
uri
top
shatta
Rinodiwa
rinodiwa
top
shatta
...feel
free
to
make
alterations,
shona
yangu
yakadhakwa...
1 Zvakaipa Itai Ndisiye
2 Zvemufirimu
3 Vhura Mukova
4 Handikurove
5 Hello
6 Siya
7 Matakadya Kare
8 Ndinenge Bofu
9 Top Shatta
10 Confessions
11 Zvakadzvanya
12 Happy Tym
Attention! Feel free to leave feedback.