Holy Ten - Amai Lyrics

Lyrics Amai - Holy Ten



Yo!
Zvirikundirwadza mhamha
Zviriku, ndirikuzvitadza mhamha
I'm still praying, still believing, ndiri kufaster mhamha
But when I say I gotta change hazvisi kulaster mhamha
Pandiri kudhakwa ne boys it's because handisi kubasa
Handisi kudhakwa zve joy
I could leave it no, handisi kuramba ndine choice
No, no handisi kuramba ndine choice,
But now kuchikoro vanodzinga vanhu,
Vema drugs take you in vane love
Chero musoro vanosimudzana,
Hapana anombonzi muranda
Hapana anomborara anenzara
Mhamha hapana anombonyimwa sadza
Kwedu kune hunger rough
Kwedu zvinofaya wafa
I'm a stranger to myself now
And all the whiskey is a danger my health now
But I think I am hell-bound
Ah mhamha hazvifadze izvi bodo
Ndezvekukanganwa nhamo harinaki iri doro
Baba took a third wife tatiwandei mupoto
And ku Church they keep saying ngatifambei mushoko
Ku Church they keep saying that the
Lord is alive but are you sure we'll survive
When I see a piece of bread I am sorta surprised
Zvatajaira hazvijairike
Got me singing
Mwari babaka itai ndife
Mhamha the girl child is living under pressure
Mhamha the girl child is living on a stretcher
Mhamha The girl child is living like a slave,
Haana mari
Now the girl child is living on a blesser
Sipping up take another dive like I don't care
The only thing clear in my life is the broncleer
When I'm off the liquor I can feel it
Raw fear
Zvirikundirwadza mhamha
Zvemadzinza zvikundirwadza mhamha
Mhepo dzeku Zaka dzikundibata mhamha
I'm still praying handisati ndakufa zvangu mhamha
Iye mukadza wangu mhamha,
Achauya zvaanani
She'll come when its better
Achauya tonosiya pfuma kwaMzarabani
When I have my first son I will call him MUKUDZEI
I will name him after me,
I will hold him through the days
I swear I will support in my capacity,
I swear MUKU I will never be your gravity out here
I swear I'll pick you up and kill the tragedies I swear
I'll call you king,
You are the majesty out here
Never let them judge you by you money or your flex
Still remind you you're the reason we are blessed
You are the reason why I am proud to be myself
I woke up feeling proud to be myself



Writer(s): Mukudzei Chitsama


Holy Ten - Amai
Album Amai
date of release
22-01-2020

1 Amai




Attention! Feel free to leave feedback.