Lyrics Ghetto Redu - Holy Ten
Ah
huh
Ndokwazvakatangira
Ghetto
rine
nharo,
ghetto
rine
long
story
Ghetto
rine
ngano,
ghetto
redu
rina
mambo
vakatsika
tambo
Ghetto
redu
wangu
rina
Van
Choga
Ghetto
redu
wangu
rina
Van
Choga
Ghetto
redu
wangu
rina
Van
Choga
Hapana
kana
pressure,
ndoshanda
kusvika
kwaedza
Got
the
city
on
my
back,
musana
wangu
wakavezwa
Yeah
I
put
my
momz′
girl
child
nemakudo
I
told
the
girl
child
don't
act
wild
nemakumbo
Maniggaz
haazi
safe,
maniggaz
haazi
safe
Kiyirayi
handzvadzi
dzese,
kiyirayi
handzadzi
dzese
I′m
not
a
pressure
guy,
mabhebhi
anotondizeza
nhai
Bitch
hello,
yes,
thanks,
then
ndapedza
naye
Chenjerai
chenjerai
mbeva
dzamateva
Chenjerai
chenjerai
kusengedzwa
macheya
Kugariswa
padhaza,
kutaridzwa
kwamabva
Chenjerai
chenjerai
kuseva
zvavateya
Ghetto
rine
nharo,
ghetto
rine
long
story
Ghetto
rine
ngano,
ghetto
redu
rina
mambo
vakatsika
tambo
Ghetto
redu
wangu
rina
Van
Choga
Ghetto
redu
wangu
rina
Van
Choga
Ghetto
redu
wangu
rina
Van
Choga
Ini
handitobatike
paDen,
masikati
nemakuseni
Manheru
acho
ndine
purazi
rema
plan
Purazi
rema
plans
Ndakatora
chimuti
kubva
kune
vaya
Vatakamboudza
kuti
musaganzire
mafans
Ah,
couple
of
my
cousins
been
calling
like
Nhai
iwe
Mordecai,
hauchandione
nhai
Nhai
iwe
hauchafoni
why?
I've
been
on
the
road,
ndikasadaro
ndoita
rombe
mhai
That's
what
i
tell
them
everytime
It′s
true
but
then
it
doesn′t
hurt
to
send
them
a
reminder
Tete
ndichiriko,
tete
murichipo
Ndichauya
naye
mudiwa
wangu,
munozviziva
wani
Ghetto
rine
nharo,
ghetto
rine
long
story
Ghetto
rine
ngano,
ghetto
redu
rina
mambo
vakatsika
tambo
Ghetto
redu
wangu
rina
Van
Choga
Ghetto
redu
wangu
rina
Van
Choga
Ghetto
redu
wangu
rina
Van
Choga
Attention! Feel free to leave feedback.