Lyrics Chikomo - Jah Prayzah
Nhamo
dzangu
munodziziva
Ndabvisa
shangu
Zvese
nenhamo
dzangu
Ndasiya
pano
Ndinzwe
chirawu
Moyo
une
hudzamu
Wobaya
baya
(Chirawu,
moyo
une
hudzamu
mambo)
Dziriko
mhandu
Dziri
mushure
mangu
Munodziziva
(Mhandu,
dziri
mushure
mangu
mambo)
Vanoda
nhau
Dzekuparara
kwangu
Vopembera
Tirimo!
Tirimo
muchikomo
Tiri
kunyengetera
Misodzi
mokoto
Zvirimo,
zvirimo
mumoyo
Zvamunoita,
baba,
zvakaoma
Tirimo,
tirimo
muchikomo
Tiri
kunyengetera
Misodzi
mokoto
Zvirimo,
zvirimo
mumoyo
Zvamunoita,
baba,
zvakaoma
Ndauyawo
kusungano
Moyo
wangu
unoda
runyararo
Ndauyawo
kusungano
Moyo
wangu
unoda
runyararo
Anomboguma
mazano
aya
Anombopera
mazano
angu
Munoda
ndigare
pajoko
rehuranda
here?
Ndodedza
mukomana
Mwana
wamai
maria
here?
Ndoenda
nengoro
yemoto
naEria
here?
Hiya,
hiya,
haaa
zvichaguma
Tirimo,
tirimo
muchikomo
Tiri
kunyengetera
Misodzi
mokoto
Zvirimo,
zvirimo
mumoyo
Zvamunoita,
baba,
zvakaoma
Tirimo,
tirimo
muchikomo
Tiri
kunyengetera
Misodzi
mokoto
Zvirimo,
zvirimo
mumoyo
Zvamunoita,
baba,
zvakaoma
Denga
rina
(Mambo)
Denga
(Mambo)
rina
(Mambo)
Deenga
rina
(Mambo)
Denga
rina
(Mambo)
Denga
rina
(Mambo)
Denga
(Mambo)
rina
(Mambo)
Denga
rina
(Mambo)
Denga
rina
(Mambo)
Denga
rina
(Mambo)
Denga
(Mambo)
rina
(Mambo)
Denga
rina
(Mambo)
Denga
rina
(Mambo)
Denga
rina
(Mambo)
Denga
(Mambo)
rina
(Mambo)
Tirimo
(Toziva)
tirimo
muchikomo
(Ndinozviziva)
Tiri
kunyengetera
Misodzi
mokoto
Zvirimo!
(Zvimo)
Zvirimo
(Mukati
Memoyo
Wangu)
Mumoyo
Zvamunoita,
baba,
zvakaoma
Tirimo,
tirimo
muchikomo
Tiri
kunyengetera
Misodzi
mokoto
Attention! Feel free to leave feedback.