Lyrics Mukadzi Wangu - Jah Prayzah
Ukaona
ngirozi
ichifamba
masikati
ichipenya
kunge
zuva
ndiye
mukadzi
wangu
Ukaona
nyeredzi
inovaima
madeko
ichikwira
ichidzika
ndiye
mukadzi
wangu
Ukaona
ruva
rinorarama
paakaoma
rinokura
pasina
mvura
ndiye
mukadzi
wangu

1 Makanika
2 Kumbumura Mhute
3 Soja Rinosvika Kure
4 Dalie Wangu
5 Kumaricho
6 Sei Mambo
7 Mukadzi Wangu
8 Mukoma Makaoma
9 Kumagumo
10 Kunobuda Zuva
Attention! Feel free to leave feedback.