Killer T - Nezvangu Lyrics

Lyrics Nezvangu - Killer T

Pari Triky
Aya T
Inga wakandisimbisa baby, ohh ohh
Ukati haundisiyewo baby, ohh ohh
Ko nhasi wakudei
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno
Chaanongoda chete kundipa stress Kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse

Wani wakandisimbisa kubva pandakada
Ukati haundisiye babie ndichikuda
Ko nhasi wavakuenda here uchindisiya babie
Hameno
Hoo hoo zvinoita rudo
Umwe wangu ndiwe here wandakada
Kundisiya nechironda here chisingapore babie

Haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno
Babie usandisiye ndichikuda
Usandidaro (usandidaro)
Wabva watondipedza simba
Ko sei wandidaro dhiya
Nditori munhuwo anorwadziwa
Zvawandirambira ndoda kuziva
Wazondisiya nestress mupfungwa
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno
Chaanongoda chete kundipa stress Kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse, hoo
Hameno
Chaanongoda chete kundipa stress Kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse
Haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno
Wani wakandisimbisa kubva pandakada
Ukati haundisiye babie ndichikuda
Ko nhasi wavakuenda here uchindisiya babie
Hameno
Hoo hoo zvinoita rudo
Umwe wangu ndiwe here wandakada
Kundisiya nechironda here chisingapore babie
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hameno
Chaanongoda chete kundipa stress
Kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse
Hameno
Chaanongoda chete kundipa stress Kuti inini ndifunge nezvake chete
Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse
Haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Babie haachadawo nezvangu
Hamid A. Ebrahimovovich

Killer T - Pari Tricky
Album Pari Tricky
date of release
05-05-2016

Attention! Feel free to leave feedback.