Lyrics and translation Oliver Mtukudzi - Baba
Imi
baba
manyanya
kurova
mai
Imi
baba
manyanya
kurova
mai
Ndimi
baba
manyanya
kutuka
mai
Ndimi
baba
manyanya
kutuka
mai
Munoti
isu
vana
tofara
sei?
Munoti
isu
vana
tofara
sei?
Isusu
vana
tofara
sei?
Isusu
vana
tofara
sei?
Kana
mai
vachichema
pameso
pedu
Kana
mai
vachichema
pameso
pedu
Kana
mai
vachingochema
pameso
pedu
Kana
mai
vachingochema
pameso
pedu
Vati
ponda
hako
ndifire
pavana
vangu
Vati
ponda
hako
ndifire
pavana
vangu
Hunzi
pondai
henyu
ndifire
pavana
vangu
Hunzi
pondai
henyu
ndifire
pavana
vangu
Ndozeza
baba
(tozeza
baba)
Ndozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Chavanotadza
chiiko,
chinomirira
madhakwa?
Chavanotadza
chiiko,
chinomirira
madhakwa?
Idoro
here
rinoti,
mai
ngavatukwe?
Idoro
here
rinoti,
mai
ngavatukwe?
Idoro
here
rinoti,
mai
ngavarohwe?
Idoro
here
rinoti,
mai
ngavarohwe?
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Vauya
vadhakwa
(tozeza
baba)
Vauya
vadhakwa
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Imi
baba
marova
mai
Imi
baba
marova
mai
Ndimi
baba
manyanya
kutuka
mai
Ndimi
baba
manyanya
kutuka
mai
Munoti
isusu
vana
tofara
seiko?
Munoti
isusu
vana
tofara
seiko?
Isusu
vana
tofara
sei?
Isusu
vana
tofara
sei?
Kana
mai
vachingochema
pameso
pedu
Kana
mai
vachingochema
pameso
pedu
Kana
mai
vachichema
pameso
pedu
Kana
mai
vachichema
pameso
pedu
Vati
ponda
hako
ndifire
pavana
vangu
Vati
ponda
hako
ndifire
pavana
vangu
Ponda
hako
ndifire
pavana
vangu
Ponda
hako
ndifire
pavana
vangu
Tozeza
baba
isu
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
isu
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Baba
chidhakwa
(tozeza
baba)
Tinotsiura
sei,
imi
baba?
Tinotsiura
sei,
imi
baba?
Tinotsiura
seiko,
pamunotadza?
Tinotsiura
seiko,
pamunotadza?
Imi
muri
hasha
dzega
dzega
Imi
muri
hasha
dzega
dzega
Tozeza
baba
kani
Tozeza
baba
kani
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Idoro
here
rinoti,
mai
ngavarohwe?
Idoro
here
rinoti,
mai
ngavarohwe?
Idoro
here
rinoti,
mai
ngavatukwe?
Idoro
here
rinoti,
mai
ngavatukwe?
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Imi
baba
manyanya
kani
Imi
baba
manyanya
kani
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Тозеза
баба
(тозеза
баба)
Tozeza
baba
(tozeza
baba)
Тозеза
баба
(тозеза
баба)
Rate the translation
Only registered users can rate translations.
Album
Shoko
date of release
05-03-2001
Attention! Feel free to leave feedback.