Oliver Mtukudzi - Kumhunga Lyrics

Lyrics Kumhunga - Oliver Mtukudzi

Wonde, wonde, wonde, wondeya, hahaha
Younger man!
Wonde, wonde, wondeya, wondeya (kumhunga hakuna ipwa)
Wonde, wonde, wondeya, wondeya (kumhunga hakuna ipwa)
Wondeya, wondeya, wondeya (kumhunga hakuna ipwa)
Unokuvara iwe! ayi
Ndakabveko kare kare aiyere (kumhunga hakuna ipwa)
Ndakabveko kare kare mkoma aiyerere (kumhunga hakuna ipwa)
Ndakabveko musi uno, aiyere (kumhunga hakuna ipwa)
Ndakabveko musi uno, aihere (kumhunga hakuna ipwa)
Aiyere (kumhunga hakuna ipwa)
Aiyere (kumhunga hakuna ipwa)
Aiyere (kumhunga hakuna ipwa)
Aiyere (kumhunga hakuna ipwa) kani
Ndakabveko kare kare aihere (kumhunga hakuna ipwa)
Ndakabveko kare kare mkoma aihere (kumhunga hakuna ipwa)
Ndakabveko musi uno, aihere (kumhunga hakuna ipwa)
Ndakabveko musi uno, aihere
(Kumhunga hakuna ipwa) kani baba
Kumhunga hakuna ipwa uko baba
(Kumhunga hakuna ipwa) kani baba
Kumhunga hakuna ipwa iwe baba
(Kumhunga hakuna ipwa) kani
Ayihere ndeha, ayihere ndeha, ayihere (kumhunga hakuna ipwa)
Ayihere, ayihere ndeha, ayihere (kumhunga hakuna ipwa)
Ayihere ndeha, hoyihere ndeha, ayihere
(Kumhunga hakuna ipwa) kani baba
(Kumhunga hakuna ipwa) uko baba
(Kumhunga hakuna ipwa) kani baba
(Kumhunga hakuna ipwa) uko baba
(Kumhunga hakuna ipwa) kani
Wonde, wonde, wonde, wonde (kumhunga hakuna ipwa)
Wonde, wonde, wonde, wonde (kumhunga hakuna ipwa)
Wonde, wondende, wonde (kumhunga hakuna ipwa)
Wonde, wondende, wonde (kumhunga hakuna ipwa) kani
Revai zvenyu pamunodira, I don't care (kumhunga hakuna ipwa)
Taurai zvenyu pamunodira, kana shungu (kumhunga hakuna ipwa)
Revai zvenyu pamunodira, hanya naani? (Kumhunga hakuna ipwa)
I don't care (kumhunga hakuna ipwa)
I don't care (kumhunga hakuna ipwa)
I don't care (kumhunga hakuna ipwa)
I don't care (kumhunga hakuna ipwa)
Hoyihere ndeha, hoyihere ndeha, hoyihere
(Kumhunga hakuna ipwa)
Hoyihere ndeha, hoyihere ndeha, hoyihere
(Kumhunga hakuna ipwa) kani baba
(Kumhunga hakuna ipwa) uko baba
(Kumhunga hakuna ipwa) kani baba
(Kumhunga hakuna ipwa) uko baba
(Kumhunga hakuna ipwa) kani
Wonde, wonde, wondende, wonde (kumhunga hakuna ipwa)
Wonde, wonde, wondende, wonde (kumhunga hakuna ipwa)
Revai zvenyu pamunodira, I don't care (kumhunga hakuna ipwa)
Taurai zvenyu pamunodira, kana shungu (kumhunga hakuna ipwa)
Revai zvenyu pamunodira, hanya naani? (Kumhunga hakuna ipwa)

Oliver Mtukudzi - Shoko
Album Shoko
date of release
05-03-2001

Attention! Feel free to leave feedback.