Oliver Mtukudzi - Pawatsiurwa Lyrics

Lyrics Pawatsiurwa - Oliver Mtukudzi



Hiiwe hinde mambo hinde bambo
Hwe hwere hindende hinde bambo
Ungatsiva sei usina hutsinye
Unotsiva seiko usina kutadzirwa
Pfungwa yekutsiva kutadza kufunga
Kutadza kunzwisisa nekukumbira ruregerero
Pfungwa yekutsiva kutadza kufunga
Kutadza kunzwisisa nekukumbira ruregerero
Kutadza kutondeka kuti apa kutukwa
Apa kutsiurwa
Kutadza kutondeka kuti apa kutukwa
Apa kutsiurwa
Kukanganisa kukanganisa honde hinde mambo
Kukanganisa kukanganisa hinde mambo
Kukanganisa kunzwa pawatsiurwa
Pawatsiurwa woti kutukwa
Kutadza kunzwa pawatsiurwa
Pawatsiurwa woti kutukwa
Kupotsera dope hinde mambo
Rimwe rinosara mumaoko
Inzwa kupotsera dope hinde mambo
Rimwe rinosara mumaoko
Pfungwa yekutsiva kutadza kufunga
Kutadza kunzwisisa nekukumbira ruregerero
Pfungwa yekutsiva kutadza kufunga
Kutadza kunzwisisa nekukumbira ruregerero
Kupotsera dope hinde mambo
Rimwe rinosara mumaoko
Kukanganisa kunzwa pawatsiurwa
Pawatsiurwa woti kutukwa
Kukanganisa kunzwa pawatsiurwa
Pawatsiurwa woti kutukwa



Writer(s): Mtukudzi Oliver Dairai


Oliver Mtukudzi - Tsivo
Album Tsivo
date of release
05-05-2003




Attention! Feel free to leave feedback.