Lyrics Manyemwe - Oliver "Tuku" Mtukudzi
Munendipasa
manyemwe
Munendipasa
manyemwe
Maitiro
enyu
changamire
(munendipasa
manyemwe)
Munendipasa
manyemwe
(munendipasa
manyemwe)
Maitiro
enyu
changamire
(munendipasa
manyemwe)
Munendipasa
manyemwe
ini
(munendipasa
manyemwe)
Ndafunda
ndafunda,
ndafunda
ndafunda
ini
Maitiro
enyu
changamire
(munendipasa
manyemwe)
Pamahumbwe
ndafunda
apa
(munendipasa
manyemwe)
Pamunepembedza
vekwedu
(munendipasa
manyemwe)
Ishe
mundirangarire
(munendipasa
manyemwe)
Pamunekwidziridza
vakwedu
(munendipasa
manyemwe)
Ishe
musandikanganwe
(munendipasa
manyemwe)
Apa
ndafunfa,
ndafunda
Pamahumbwe
ndafunda
Maitiro
enyu
changamire
(munendipasa
manyemwe)
Pamunedzingidza
mapenzi
(munendipasa
manyemwe)
Maitiro
enyu
changamire
(munendipasa
manyemwe)
Kutiraramisa
zuva
nezuva
(munendipasa
manyemwe)
Apa
ndafunda,
ndafunda
Ndafunda,
ndafunda
ini
Munendipasa
manyemwe
(munendipasa
manyemwe)
Munendipasa
manyemwe
(munendipasa
manyemwe)
Munendipasa
manyemwe
(munendipasa
manyemwe)
Maitiro
enyu
changamire
(munendipasa
manyemwe)
Pamunochengeta
varwere
(munendipasa
manyemwe)
Apa
munendipasa
manyemwa
(munendipasa
manyemwe)
Pamuneraramisa
varwere
(munendipasa
manyemwe)
Ishe,
munendipasa
manyemwe
(munendipasa
manyemwe)
Maitiro
enyu
changamire
(munendipasa
manyemwe)
Munendipasa
manyemwe
hinde
(munendipasa
manyemwe)
![Oliver Mtukudzi - Dairai](https://pic.Lyrhub.com/img/b/m/o/q/43lk8vqomb.jpg)
1 Meso Piriviri
2 Panyatso
3 Kupokana
4 Mhiripiri
5 Ramangwana
6 Nhongerera
7 Nzeve Ye Mwana
8 Manyemwe
9 Runyararo
10 Kumawere
11 Rufu
12 Nda' Kuenda
Attention! Feel free to leave feedback.