Oliver 'Tuku' Mtukudzi - Dzvene Reseri Lyrics

Lyrics Dzvene Reseri - Oliver 'Tuku' Mtukudzi




Kufurirwa uchinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanya
Kufurirwa uchinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanya
Ndiye munyengeri, wekuuya seane rudo
Kundiudza ramangwana, reseri kune rima
Hunzi zvinotapira, shuwa zvinotapira izvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Kufurirwa uchinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanya
Wakauva nokunyemwerera, kunyemwerera seanondida
Kundiudza ramangwana, dzvene reseri kune rima
Hanzi zvinotapira, shuwa zvinotapira icvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Ndiyeyu munyengeri (upiko?)
Lyeyu wakafuratira
Ndiveyu munyengeri, aniwacho? (Upiko?)
Ndiyeyu munyengeri (upiko?)
Lyeyu wakafuratira
Ndiyeyu munyengeri, aniwacho? (Upiko?)
Oh, hunzi zvinotapira, shuwa zvinotapira izvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Ndiyeyu munyengeri (upiko?)
Lyeyu wakafuratira
Ndiyeyu munyengeri, aniwacho? (Upiko?)
Ndiyeyu munyengeri (upiko?)
Lyeyu wakafuratira
Ndiyeyu munyengeri, aniwacho? (Upiko?)
Ahh, hunzi zvinotapira, shuwa zvinotapira izvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Ndikati rega ndinanzve, wanike zvinovava
Ende dai zvaivavira, ndaiti zvichatapira
Kufurirwa chinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanva
Ahh, (kufurirwa uchinanya) ndapfidza
(Mwanangu kani) shuwa, shuwa ndagura kani
(kufurirwa uchinanya)
Ndiye munyengeri, wekuuya seane rudo
Kundiudza ramangwana, reseri kune rima
Hunzi zvinotapira, shuwa zvinotapira izvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Hunzi zvinotapira, shuwa zvinotapira izvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Kufurirwa uchinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanya
Ndiyeyu munyengeri (upiko?)
Lyeyu wakafuratira
Ndiyeyu munyengeri, aniwacho? (Up ikho?)
Ndikati rega ndinanzvire, wanike zvinovava
Ende dai zvaivavira, ndaiti zvichatapira, ah, oh
Oh, ndagura kani (kufurirwa uchinanya) oh babawe kani
(Kufurirwa uchinanya) ndapfidza (mwanangu kani)
(Kufurirwa uchinanya)



Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi



Attention! Feel free to leave feedback.