Seh Calaz - Hossana Lyrics

Lyrics Hossana - Seh Calaz



Kenako Music, Kalavile
Check, check
Oskidi
DJ Tamuka
Mudhara Mesiah, ii
Ndakuita zvedenga
Vaya vaya vanomira kupenga
Nguva yangu naNyadenga, oh, nah, nah
Dai maiziva zviri mberi kwatiri kuenda
Maipfugamba muchinamata
Mwari vari kukudanai siyai zvivi mutendeuke
Pachine mukana
Tonamata Hossana
Tonamata Hossana, woah, woah
Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa
Vakazvishora havana kana kuvhunduka
Mumwe wanguka hauzivi achakununura
Achauya nemashoko achakusunungura
Mwari havauye vega
Vanotuma munhu waunoseka
Saka ngwarira waunosema
Waunovenga pamwe ndiye wavakati enda
Dai maiziva zviri mberi kwatiri kuenda
Maipfugamba muchinamata
Mwari vari kukudanai siyai zvivi mutendeuke
Pachine mukana
Tonamata Hossana
Tonamata Hossana, woah, woah
Tsvakai Jesu nguva ichiripo
Hukama hwedu naye haumbogezwi nesipo
Usazoda kuti Jesu muripi
Nguva yapera kwasara ma satanists
Nguva iyoyo ichasvika
Kuzvida kana kusazvida
Kuchasara vanhu chete venyika
Vatendi ne rapture vatoisiya nyika
Dai maiziva zviri mberi kwatiri kuenda
Maipfugamba muchinamata
Mwari vari kukudanai siyai zvivi mutendeuke
Pachine mukana
Tonamata Hossana
Tonamata Hossana
Tonamata Hossana
Tonamata Hossana, woah, woah
Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa
Vakazvishora havana kana kuvhunduka
Mumwe wanguka hauzivi achakununura
Achauya nemashoko achakusunungura
Mwari havauye vega
Vanotuma munhu waunoseka
Saka ngwarira waunosema
Waunovenga pamwe ndiye wavakati enda
Tonamata Hossana
Tonamata Hossana
Tonamata Hossana
Tonamata Hossana, woah, woah
Kenako Music



Writer(s): Rafael Hernandez Marin


Seh Calaz - Bandit Rebirth (New Life)
Album Bandit Rebirth (New Life)
date of release
10-04-2015




Attention! Feel free to leave feedback.