Lyrics




Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
What kind of man are you goinna to be?
A man whose lost his culture and his ways
A man whose given up on all he was meant to be
Just to make the world around and feel important
Simba mukaka usaronga mwanangu
Chewukira nzira yawafamba uchakuwona kachana
Its gonna be a long way
Still I gotta make it some day
Talk about change ndiwe
From nothing to something I'm heading to the top yeah
Kwatinoenda kure
Kwatinobva kure
Zvakaitika shure
Zvakasara kure
Kwatinoenda kure
Kwatinobva kure
Zvakaitika shure
Zvakasara kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Imwembel I cant remember where Im coming from
All I know Im coming home
So I guess hapana chekutya
PaBirthday handidi present chete ndoda nefuture
Im trynna look nzira yacho iriblurry
Zvimwe ndichibhabhayisa bhayibhayi ndineBhayibheri
Zvimwe zvandosangana nazvo imi zviri scary
Tinenge titori patight bvunza Gary
I work so hard work so hard
Im grinding sha
Handingamboshainirwe ini ndiri shining star
Vadzimu vangu woye imi murikupiko
Kana ndikarasika ndadzoka kunge ZUPCO
Chero vakadyarana handimbojushwa
Ndirimbewu isina kudyarwa
Ndinenge mahuswa
I keep grinding kusvika zvabhadhara
Patience pays ndakazviona kuchipatara
(Boys)
Kwatinoenda kure
Kwatinobva kure
Zvakaitika shure
Zvakasara kure
Kwatinoenda kure
Kwatinobva kure
Zvakaitika shure
Zvakasara kure
(MaOne boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
(Boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
(Boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
(Boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
Ndekure kwandabva kudai
Nothing's gonna stop me now
Never lose your heart no
Stay in your lane
Ndekure kwandabva kudai
Nothing's gonna stop me now
Never lose your heart no
Stay in your lane
Zvandinenge ndirimusango
Kuzviita King
Nditori mujungle
With all that goes
But tirikurova mabango
Urimunyama chete kunge gango
Kwatinoenda kure
Kwatinobva kure
(Boys)
Zvakaitika shure
Zvakasara kure
Kwatinoenda kure
Kwatinobva kure
Zvakaitika shure
Zvakasara kure
(MaOne boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
(Boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
(Boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
(Boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
Kwatinoenda kure
Kwatinobva kure
Zvakaitika shure
Zvakasara kure
Kwatinoenda kure
Kwatinobva kure
Zvakaitika shure
Zvakasara kure
(Maone Boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
(Boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
(Boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
(Boys)
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure
Kure kure kure



Writer(s): Jordan Link Mangwiro, Tinashe Ginzara


Ti Gonzi feat. Ishan - Ma Collabo Ekughetto: Collaborations Compilations, Vol.1

1   Kure
2   Only You
3   Huruwek
4   Come Over
5   Ring On On A Finger
6   Kudenga Hakuna
7   Pachaunga
8   Nhasi Chete
9   My Statements
10   Hapana Anondi Kunda
11   Makawoma
12   Kusina Amai Hakuendwe
13   Machena Kuno
14   Vanhu Kadzi
15   Zuva Rese
16   Zviroto
17   Zhet
18   Ndozvida
19   Muduri
20   Twabam
21   Good Mood
22   Usatsamwa
23   MaMoyo
24   Nguva Yangu
25   Hona (Prefix)
26   Life Yangu
27   Takabva Neko
28   Silly
29   Dzoka Kumba
30   Zunde RaMambo
31   Uri Speciary ( You Are Special )
32   Kure ( Soukous Remix)
33   Ndinovaviwa
34   Mese
35   Diaspora
36   Handicha Mbokufunga
37   Dreams
38   Hatitambe Idzodzo
39   Hurombo
40   Mundi Rangarirewo
41   Party Yapera
42   Chatunga
43   Hustle
44   Rudo Rune Power
45   Ghetto Rangu
46   Kushandira Mhuri
47   Rambai Muchi Maka
48   Moyo Wangu
49   Kana Uri Gangster



Attention! Feel free to leave feedback.
Loading
Loading