Trevor Dongo - Taking My Time Lyrics

Lyrics Taking My Time - Trevor Dongo



Um taking my time with you
L am serving myself for you
First and for most ndichati rasikei zvishoma pakanyaya kangu
Mwana andivhiringidza pfugwa uyu
Moyo wangu wakadambuda, kushaya kana mumwe angausonanidza
Thats when she came akatanga kumumutsiridza
Akati kwandiri
L am taking my time with uew
Pakutanga zvaisandirevera achiti
L am saving myself for uew
Ndikati wandibvira nepiko
Handichina kwekumhanyira
Moyo wangu wazodzikama,
Handichina kwekumhanyira
Wandigadzirira wangu mukana
Handichina kwekumhanyira
Moyo wangu wazodzikama
Handichina kwekumhanyira
Wandigadzirira wangu mukana
Handichina kwekumhanyiraa
Moyo wangu wazodzikamaa
Handichina kwekumhanyira
Lets take it slow,
Hatichina kwekumhanyira mdikani
Kare paye ndakamhanya
Ndikazoguma ndagumbura, l didn't noe wat l waz looking for was right I. front of me
My heart z nw stable, handichina kwekumhanyira



Writer(s): trevor mutizwa dongo


Trevor Dongo - Taking My Time
Album Taking My Time
date of release
13-05-2016




Attention! Feel free to leave feedback.