Lyrics




Ehh varume musaputse sungano
Sungano yacho ndeyaMwari
Ehh varume musaputse sungano
Sungano yacho ndeyaMwari
Hoo Iyi ndiyo sungano
Ehh varume musaputse sungano
Sungano yacho ndeyaMwari
Ehh varume musaputse sungano
Sungano yacho ndeyaMwari



Writer(s): Zimpraise


Attention! Feel free to leave feedback.
Loading
Loading