Zimpraise - Zarura Musuwo (Live) Lyrics

Lyrics Zarura Musuwo (Live) - Zimpraise



Ndanzwa izwi richigogodza
Mukati memoyo wangu
(Handina kunzwa rimwe pane randanzwa)
Izwi richigogodza
Mukati memoyo wangu
(Munyori wenziyo anobva ati)
Zarura musuwo
Urege Ishe vapinde
(Zarura Iwe)
(Zarura Musuwo
Urege Ishe vapinde)
Zarura musuwo
Urege Ishe vapinde
Zarura musuwo
Urege Ishe vapinde
Zarura musuwo
Urege Ishe vapinde
Zarura musuwo
Urege Ishe vapinde
Jesu variku, varikugogodza
Izvozvi mumoyo mako
(Wakamira ipapo)
Jeso arikugogodza,
(Ndirege ndipinde,ndirege ndipinde,ndirege ndipinde)
Ndidye newe
Ndikusandure
(Zarura)
Zarura musuwo
Urege Ishe vapinde
Zarura musuwo
Urege Ishe vapinde
Zarura musuwo
Urege Ishe vapinde
Zarura musuwo
Urege Ishe vapinde



Writer(s): Joseph Madziyire


Zimpraise - Pentecost Season 9 (Live)
Album Pentecost Season 9 (Live)
date of release
02-02-2017




Attention! Feel free to leave feedback.