Zimpraise - Ishe Taungana paroles de chanson

paroles de chanson Ishe Taungana - Zimpraise




Ishe taungana, muno mumba mako
Huyai mweya zvatapinda muno mumba mako
Taungana, huyai mweya
Huyai mweya
Ishe (Ishe taungana) muno mumba mako
Huyai mweya zvatapinda muno (mumba) mumba mako
(Iyo) iyo moyo (moyo) yedu (ino, inokurwarira) inokurwarira
(Nayo mweya) nayo mweya (nayo mweya) yedu Ishe
(Inokutarirai) inokutarirai
Huya mweya
Zvatapinda mumba mako
Huya mweya
Huya mweya
Huya, huyai Mweya
Mweya wehutsvene
Huyai Mweya, huyai Mweya
Mweya wehutsvene
Huyai (Mweya) Mweya (wehutsvene) wehutsvene
Mutinyaradze (Mweya) Mweya, Mweya (wehutsvene)
Huyai Mweya, huyai, huyai (Mweya wehutsvene)
Huyai Mweya (Mweya) huyai (wehutsvene)
(Mweya wehutsvene)



Writer(s): Joseph Madziyire


Zimpraise - Women of Praise 1
Album Women of Praise 1
date de sortie
06-07-2013



Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.
//}