Alexio Kawara feat. Brian Buula Mugenyi - Pamuchinjikwa paroles de chanson

paroles de chanson Pamuchinjikwa - Alexio Kawara



Zvazvanezuro musati mauya
Kuzondiratidza nzira
Asi chii chandaizova
Dai nyika yakatondifusira
Zvazvanezuro ndaisaziva
Ndaitoti zvirikuendeka
Muzvivi ndaimbova
Asi hamuna kundikoshiwa yeah
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Handaigona kuriona riva
Dai musina kundipenyera
Maringe nekwandaienda
Idi ndaizongonobondera
Kundikanganwira zvese
Mukana mutsva
Nevimbiso yehuzere
Hupenyu hutsva
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Inyasha yeah
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Zvazvanezuro musati mauya
Kuzondiratidza nzira
Asi chii chandaizova
Dai nyika yakatondikoshiwa



Writer(s): Alexio Kawara


Alexio Kawara feat. Brian Buula Mugenyi - Pamuchinjikwa
Album Pamuchinjikwa
date de sortie
02-07-2021




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.