Buffalo Souljah feat. Winky D - Rugare paroles de chanson

paroles de chanson Rugare - Winky D , Buffalo Souljah



Gafa na Buffalo
Chi xtra
Rugare huya kuno
Ndoda kurarama kamwe ka life
Rugare huya kuno
Masango matema fanika night
Ndakutsvaka kwese ndaenda
Hapana kwandisati ndaenda
Ishe tenzi dai mavheneka
Kwandinofamba dai kwaendeka
Rugare huya (huya)×2
Chimbondinyemudzira hupenyu hwacho
Hona godo vanaChiyangwa
Kune chiedza ndiwe ma kuseni acho
Vamwe ndovarikuti uri joza
Huya pachena kuno tofa
Ndoda ku driver wo Rover
Ndaneta nekufamba netsoka
Chiona nhasi ndakunyora chichemo
Ndakutofamba nevano tyora mitemo
Dai wauya rugare waita kuti ndifare
Ndipe nguva rugare matambudziko anyare
Ukango uya zvangu zvafaya
Chingonditora kwese tobaya
Chindiunzira zvandinoshaya
Mabasa emaoko ndo tryer




Buffalo Souljah feat. Winky D - Born Again
Album Born Again
date de sortie
11-08-2017



Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.