Enzo Ishall - Kanjiva paroles de chanson

paroles de chanson Kanjiva - Enzo Ishall



Aka ke ku ma flats ku Mbare
Ka dhanzi kabuda ne kuMatapi
Ndisingazoziva hangu kuti nechepapi
Muchavaona varidzi vacho kuti ndevapi
Ikaka
Aka
Ikaka
Aka
Kanjiva
Aka
Ikaka
Aka
Kanjiva
Kakaiswa apa
Kanoiswa apa
Kozoiswa apa
(Apa apa)
Kakauya apa
Kachaenda apa
Kozoenda apa
(Apa apa)
Ikaka
Ikaka kari kukrimwa
Kanoshaya remuromo remukanwa
Ikaka
Kobva kanzi pagirazi
Kakanzi pozi kachadzoka kari easy
Ikaka
Ehe kari kunaka
Ah aikaka
Ah aikaka
Iwe
Ita uchitarisa mupaka
Ichi chinotanga chiri aka
Aka
Ikaka
Aka
Kanjiva
Aka
Ikaka
Aka
Kanjiva
Kakaiswa apa
Kanoiswa apa
Kozoiswa apa
(Apa apa)
Kakauya apa
Kachaenda apa
Kozoenda apa
(Apa apa)
Kanenge kachatinetsa
Usashamisike kachibva kavanonotsa
Hakaziriko kanojobora domasi
Dzika dzika nako zasi zasi
Handichada nako
Kubva
Kuita senge kawedzerwa tuma som′n
Chinginhingi chichibva chanoti bam'
Kuma terrace ese umu mu stadium
Kadairwa nekuti ya′a money game
Eh
Aka
Ikaka
Aka
Kanjiva
Aka
Ikaka
Aka
Kanjiva
Kakaiswa apa
Kanoiswa apa
Kozoiswa apa
(Apa apa)
Kakauya apa
Kozoenda apa
Kachaenda apa
(Apa apa)
Aka ka'akangu
Iwewe enda unotsvaga kako
Ungandimenyere senge kane makoko
Handikutembe unogona kungondibvutira
Manje handisi tsaga ndahwandisa ndakutsunyira
Tembani, Sam, na N'anin′ani
Levels, Flash na Fantan
Tenge tiina Tamuka
Daidzai Grabo na Dhadha
Aka
Ikaka
Aka
Kanjiva
Aka
Ikaka
Aka
Kanjiva
Kanoiswa apa
Kozoiswa apa
Kozoiswa apa
(Apa apa) (military touch)
Kakauya apa
Kachaenda apa
Kozoenda apa
(Apa apa) (levels production)
Aka
Ikaka
Aka
Karikukrimwa na Bruce
Boss Dhama
Dadza
Gangsta corner
Douglas Gaza



Writer(s): Enzo Ishall


Enzo Ishall - Kanjiva
Album Kanjiva
date de sortie
02-11-2018




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.