Freeman HKD - Kusanganisa paroles de chanson

paroles de chanson Kusanganisa - Freeman HKD



Damien Quinton and their mom want food on table
Kusanganisa nekusanganisa
So mi cant relax
I have to work
Cymplex Music
Five Star Gallis
Kusanganisa nekusanganisa
Definitely
Zuva richibuda nekudoka tarisa busy mu street umo
Kusanganisa nekusanganisa
Wangu hakuna easy Life
Vamwe mazizi havatorare mumba
Kusanganisa nekusanganisa
Kunyangwe paghetto
Kusanganisa nekusanganisa
Kukiya kiya mazheti
Kusanganisa nekusanganisa
Mukati kana panze
Kusanganisa nekusanganisa
Kuedza ku cover magap
Kusanganisa nekusanganisa
(Hoyooo)
Vanotsamwa nda hustler
Vanondibiga nhando
(Vanondibigga nhando)
Chero ndapocketa handina basa nazvo
(Handina basa nazvo)
Chandinokoshesa chete kufeeda madhoni
(Wangu ku feeda madhoni)
Wese akutsvaga ndakunyorera song
(Ndiwe wandanyorera song)
Hapana asingade life yepadenga se drone
(No)
Kuita big move yaunenge uchida
SaFrankie De Jong
(Yes)
Ndakangomirira zuva randichanzi ndasainwa ne Sony
Song yangu ku Uganda yakuiswa pama ringing tone
Cymplex zvikadaro chete ndinenge ndapedza dijo
MaGallis voti watinotemba ndiyeyu murefu uyo uyo
Zuva richibuda nekudoka tarisa busy mu street umo
Kusanganisa nekusanganisa
Wangu hakuna easy Life
Vamwe mazizi havatorare mumba
Kusanganisa nekusanganisa
Kunyangwe paghetto
Kusanganisa nekusanganisa
Kukiya kiya mazheti
Kusanganisa nekusanganisa
Mukati kana panze
Kusanganisa nekusanganisa
Kuedza ku cover magap
Kusanganisa nekusanganisa
Ukaedza dhiri repano rikaramba
Tryer pa next
Waedza kubata mbinga
Foni ikaramba chaya ma text
Dhiri richanokubhadhara washaya mutusva baya ne taxi
Tuvanhu tunenge tusina basa ngatusakamise maworks
Pamwe pacho panoda ma nutmeg
Play yekwa Messi
Focuser donha womuka
Kudzamara wanozunza maneti
Hazvidi kumira forwad
Nyangwe vakubate shirt
Iva man of the match
Pamutambo kuti uwane hatrick
(Kuti uwane hattrick)
Zuva richibuda nekudoka tarisa busy mu street umo
Kusanganisa nekusanganisa
Wangu hakuna easy Life
Vamwe mazizi havatorare mumba
Kusanganisa nekusanganisa
Kunyangwe paghetto
Kusanganisa nekusanganisa
Kukiya kiya mazheti
Kusanganisa nekusanganisa
Mukati kana panze
Kusanganisa nekusanganisa
Kuedza ku cover magap
Kusanganisa nekusanganisa
(Hoyooo)
Vanotsamwa nda hustler
Vanondibiga nhando
(Vanondibigga nhando)
Chero ndapocketa handina basa nazvo
(Handina basa nazvo)
Chandinokoshesa chete kufeeda madhoni
(Wangu ku feeda madhoni)
Wese akutsvaga ndakunyorera song
(Ndiwe wandanyorera song)
Hapana asingade life yepadenga se drone
(No)
Kuita big move yaunenge uchida
SaFrankie De Jong
(Yes)
Ndakangomirira zuva randichanzi ndasainwa ne Sony
Song yangu ku Uganda yakuiswa pama ringing tone
Cymplex zvikadaro chete ndinenge ndapedza dijo
MaGallis voti watinotemba ndiyeyu murefu uyo uyo
Zuva richibuda nekudoka tarisa busy mu street umo
Kusanganisa nekusanganisa
Wangu hakuna easy Life
Vamwe mazizi havatorare mumba
Kusanganisa nekusanganisa
Kunyangwe paghetto
Kusanganisa nekusanganisa
Kukiya kiya mazheti
Kusanganisa nekusanganisa
Mukati kana panze
Kusanganisa nekusanganisa
Kuedza ku cover magap
Kusanganisa nekusanganisa
(Hoyooo)



Writer(s): Emegy Chizanga


Freeman HKD - Robbery
Album Robbery
date de sortie
04-11-2021




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.