Freeman HKD - Zvakaipa Itai Ndisiye paroles de chanson

paroles de chanson Zvakaipa Itai Ndisiye - Freeman HKD

Iya zvakaipa dai ndarega
Zvakaipa itai ndisiye (Oskid)
Zvakaipa dai ndarega, iya
Itai ndisiye (HK- HKD Boss)
Definitely
Moyo wangu unosinina ruvengo nehutsinye Ishe (hutsinye ndisiye)
Haridoke ndisina kuchiva handizvigone (zvakaipa dai ndarega)
(Godo ndisiye) pakaitwa chakanaka nemumwe
Mukati memoyo zvinondirwadza sei? (Zvakaipa dai ndarega)
(Godo ndisiye) muromo wangu (zvakaipa dai ndarega)
Unongotaura zvese, zvese sei? (Kunyeya ndisiye)
Pandinofamba mukati meguta
Ishe maziso angu haasi kuguta
Ndinotarisa vakadzi vakawanda
Asi ndinaye wangu 1 wandakada
Chakanaka chakaitwa neshamwari yangu
Nechemumoyo ndoti dai zviri zvangu
Itai kuti ndigutsikane nezvangu
Ndipo chete pane chichemo changu
(Hutsinye ndisiye) moyo wangu unosinina
Ruvengo nehutsinye Ishe (zvakaipa dai ndarega)
(Humhombwe ndisiye) haridoke
(Zvakaipa dai ndarega) ndisina kuchiva handizvigone
(Godo ndisiye) pakaitwa chakanaka nemumwe
Mukati memoyo zvinondirwadza sei? (Zvakaipa dai ndarega)
(Kunyeya ndisiye) muromo wangu
Unongotaura zvese, zvese sei? (Zvakaipa dai ndarega)
Haana kunaka mashoko andinotaura
Anobaya achipisa kunge mbaura
Kuyedza kuzvichenesa ndosaka ndashaura
Sei ndichishuva vamwe vagokaura?
Itai kuti ndigopfugama ndichinamata
Pamwe nekugutsikana nezvandinoshanda
Mugoropafadzawo chese chandichabata
Network yevamwe ngandisai-cutter
Moyo wangu unosinina ruvengo nehutsinye Ishe (zvakaipa dai ndarega)
(Humhombwe ndisiye) haridoke
(Zvakaipa dai ndarega) ndisina kuchiva handizvigone
(Godo ndisiye) pakaitwa chakanaka nemumwe
Mukati memoyo zvinondirwadza sei? (Zvakaipa dai ndarega)
(Kunyeya ndisiye) muromo wangu
Unongotaura zvese, zvese sei? (Zvakaipa dai ndarega)
Pandinofamba mukati meguta
Ishe maziso angu haasi kuguta
Ndinotarisa vakadzi vakawanda
Asi ndinaye wangu 1 wandakada
Chakanaka chakaitwa neshamwari yangu
Nechemumoyo ndoti dai zviri zvangu
Itai kuti ndigutsikane nezvangu
Ndipo chete pane chichemo changu
Moyo wangu unosinina ruvengo nehutsinye Ishe (zvakaipa dai ndarega)
(Humhombwe ndisiye) haridoke
(Zvakaipa dai ndarega) ndisina kuchiva handizvigone
(Godo ndisiye) pakaitwa chakanaka nemumwe
Mukati memoyo zvinondirwadza sei? (Zvakaipa dai ndarega)
(Kunyeya ndisiye) muromo wangu
Unongotaura zvese zvese sei? (Zvakaipa dai ndarega)
(Hutsinye ndisiye) moyo wangu unosinina
Ruvengo nehutsinye Ishe (zvakaipa dai ndarega)
(Humhombwe ndisiye) haridoke
(Zvakaipa dai ndarega) ndisina kuchiva handizvigone
(Godo ndisiye) pakaitwa chakanaka nemumwe
Mukati memoyo zvinondirwadza sei? (Zvakaipa dai ndarega)
(Kunyeya ndisiye) muromo wangu
Unongotaura zvese, zvese sei? (Zvakaipa dai ndarega)
Moyo wangu unosinina ruvengo nehutsinye Ishe
Haridoke ndisina kuchiva handizvigone
Pakaitwa chakanaka nemumwe mukati memoyo zvinondirwadza sei?
Muromo wangu unongotaura zvese, zvese sei? (Hutsinye ndisiye)
Zvakaipa dai ndarega
Humhombwe ndisiye
Zvakaipa dai ndarega
Godo ndisiye
Zvakaipa dai ndarega
Kunyeya ndisiye
Zvakaipa dai ndarega
Godo ndisiye
Zvakaipa dai ndarega
Kunyeya ndisiye

Writer(s): Emegy 'freeman Hkd' Chizanga

Freeman HKD - Mangoma iHobho
Album Mangoma iHobho
date de sortie
30-08-2023

Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.
//}