Holy Ten - Kumba Kune Vanhu paroles de chanson

paroles de chanson Kumba Kune Vanhu - Holy Ten



Motaura nyaya yamusinga...
Anotobvawo kumba kune vanhu (kune vanhu)
Anotobvawo kumba kune vanoti hecho chimhandara chedu
Asi achangobva kutemwa nesando (kutemwa nesando)
Isu tinoona to togara
Totanga kumhan′ara zvedu
Aiwazve gents haisi mhosva kufamba ne Benz
Asi imhosva kubva maregedza
Achinyanya kunakwa ne gesture
Anyanya kunakwa ne gesture
Aiwa anyanya kunakwa ne gesture
Ukamuratidza mari, achakuratidza mabvi
Achati take take take, achafuratira njanji
Kwatiri achati hee ndine mfec, achatikavira panze
Asi pachapera mhanzi, tichamugadzika pasi
Tichamugadzika
Anotobvawo kumba kune vanhu
Anotobvawo kumba kune vanoti
Hecho chimhandara chedu
Asi achangobva kutemwa nesando (kutemwa nesando)
Isu tinoona to togara
Totanga kumhan'ara zvedu
Aiwazve gents haisi mhosva kufamba ne Benz
Asi imhosva kubva maregedza
Achinyanya kunakwa gesture
Anyanya kunakwa ne gеsture
Aiwa anyanya kunakwa ne gesture
Momz vake, vari tied too plus yakarova BP
Little brother dropped outta high school aka dropper EP
Zvakoshota zvizhinji
Tava sure hatiiwine iyi
Aya ma sports asiri easy
Aya ma, anonzi Joyleen
She was tellin′ me 'ko inini?'
Hanti chero ndikasjhama nenhamo
Vachazongiti muroyi ndini
Takamboramba zvavakatenga, takambosasa naSamatenga
Takafamba mawo ma church aya, takazotambura takatemba
Zvehumhandara zvakarema ndirikuparara ndaka tenser
Midzimu yaBaba yakaneta, ndirikutsva mhani hapana mhepo apa
Ndirikutsva mhani hapana mhepo apa
Chizvizivai chizvizivai kuti vimbai, iye vimbai wacho
Anotobvawo kumba kune vanhu
Anotobvawo kumba kune vanoti
Hecho chimhandara chedu
Asi achangobva kutemwa nesando
Isu tinoona to togara
Totanga kumhan′ara zvedu
Aiwazve gents haisi mhosva kufamba ne Benz
Asi imhosva kubva maregedza
Achinyanya kunakwa ne gesture
Anyanya kunakwa ne gesture
Aiwa anyanya kunakwa ne gesture



Writer(s): Nejc Razpotnik, Mukudzei Chitsama


Holy Ten - Kumba kune vanhu
Album Kumba kune vanhu
date de sortie
23-10-2020




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.