paroles de chanson

Solid Records
Ti-ti- (Simplex) tirarira- (Simplex)
Swa- a (so simple)
Inini ndini ndarira (ha-a easy Sempele)
Ngceli stonyeni (vele)
Ngceli stonyeni (vele)
Ndipowo stonyi (vele)
Ndipowo stonyeni
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Kugara pano sandi kugarika
Kudya ma vhejitebhuru sandi kushupika
Iko kutsiurana sandi kunetsana
Kuvaka musha nekutika zvinorema
Kana uri wangu, anovimba nerudo rwangu
Ukazvininipisa, ukaziva zvandinoda
Ndichatsvaga chiso chako, ndichasekerera
Ndichatsvaga chiso chako, ndichanyemwerera
Ipapo ndiri kubasa, ndichanzwa kufona kwako
Ipapo ndiri kushanda, ndichanzwa kufona kwako
Chiuyai Shumba, aiwa chiuyai kumba
Chiuyai Shumba, huyai mundikatanure (mundikatanure)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Murume wangu inini ndimangwende
Chaanokoshesa paari mukwende
Anondishaira nyangwe neyehembe
Apa anozviti aine nyembe
Baba vake vouya nekushupa
Mai vake vouya shungurudza
Asi unonzwa ondiimbira nziyo
Anoimba achingotika
Chiuyai Shumba, aiwa chiuyai kumba
Chiuyai Shumba, huyai mundikatanure (mundikatanure)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Kugara pano sandi kugarika
Kudya mavhejitebhuru sandi kushupika
Iko kutsiurana sandi kunetsana
Kuvaka musha nekutika zvinorema
Kana uri wangu, anovimba nerudo rwangu
Ukazvininipisa, ukaziva zvandinoda
Ndichatsvaga chiso chako, ndichasekerera
Ndichatsvaga chiso chako, ndichanyemwerera
Ipapo ndiri kubasa, ndichanzwa kufona kwako
Ipapo ndiri kushanda, ndichanzwa kufona kwako
Chiuyai Shumba, aiwa chiuyai kumba
Chiuyai Shumba, huyai mundikatanure (swa-)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)

Writer(s): Hillary Mutake

Jah Signal - Swaah: Singles Collection, Vol. 1
Album Swaah: Singles Collection, Vol. 1
date de sortie
31-01-2018

1   Tauya Baba
2   Tinovaka
3   Kweve
4   Sigi Agenda
5   Unouya Rinhi
6   Kumhanya Kunotora Award
7   Wakavingei
8   Kachu Kachu
9   Ndini We Tirarira
10   Hondo Yepa Nyadzonya
11   Munobveyi
12   Dhora
13   Makumbo
14   Rhekeni (Bhekoni)
15   Kana Mafa
16   Kugombwe
17   Ganda Idema
18   Thithina
19   Africa Yose
20   Signari Huchi
21   Tomuda
22   Dai Mandiudza
23   Yekedero
24   Titambirei
25   Anoramba Ndiyani
26   Kunakirwa Here
27   Chirere
28   Chitikidhima
29   Simba Randinaro
30   Rudo
31   Sweetie
32   Ebube
33   Gokoko
34   Pengaudzoke
35   Ndinenge Ndisina
36   Zvirema
37   Uraya
38   Kunzungu Nekunyimo
39   Wakasiya Vachichema
40   Nzira Dzake
41   Hoi Hoi Herere
42   Ghetto Rangu
43   Ndimhai
44   Munyama
45   Wadzoka Zvakare
46   Nzwisisa
47   Zuva Rimwe

Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.
Chargement
Chargement