Killer T - Bvunza Tinzwe paroles de chanson

paroles de chanson Bvunza Tinzwe - Killer T



Bvunza Tinzwe
Ndinoda kubvunza kunaishe wangue
Ndinoda kubvunza kunaishe wangue
Jehovah mukandipindura matondigonera
Nevese vatori pano vanoda minduro
Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangue ndezvechokwadi
Vese vakafa mwari wangue vanenge vachitiona here kobaba pandinotambura mondiona here
Vese vakafa mwari vangue vachadzoka here
Ndinoda kubvunza kunaishe wangue ×2
Jehovah mukandipindura matondigonera
Nevese vatoripanapa vanoda minduro
Takangomira toda kuziva patinoviga munhu akuvara anopora here
Mukoma takavaviga nesuit vachinayo here kohwahwa ravaifarira muvapa here
Vese vakanditadzira baba vachaenda kugeyena here
Vakafa vaine mari kana vaenda kudenga vanenge vachinayo here
Ko Amai vangue kana ndauya vachandiziva here
Ko akafa nechirwere kana vave kudenga vachinazvo here
Ndinoda kubvunza kunaishe wangue ×2
Jehovah mukandipindura matondigonera
Nevese varipanapa vanoda minduro
Zvanzi nyika ichaguma Mwari wangue ndezvechokwadi here
Vese vakafa Mwari wangue vanenge vachitiona here
Kobaba pandinotambura munondiona here
Vese vakafa Mwari wangue vachadzoka here
Ndinoda kubvunza kunaishe ×2
Jehovah mukandipindura matondigonera
Nevese varipanapa vanoda minduro
Ndinoda kubvunza kunaishe wangue×2
Jehovah mukandipindura matondigonera
Nevese varipanapa vanoda minduro




Killer T - Chairman, Vol. 1
Album Chairman, Vol. 1
date de sortie
28-04-2017




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.