paroles de chanson Mufambo - Killer T
Zvikanzi
chimbidza
kudzoka
kure
Negoma
yangu
Chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Ndangoti
inini
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangoti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangandichida
kuzongopupura
pazuva
racho
ratichasangana
Ndivaudze
musango
matabuda
Munezvikara
zvinorura
Vanoda
boboto
boboto
Asi
handina
kuzovapindura
Nemoyo
une
rudo
uyu
wamatipa
Tinemisodzi
ine
nhorondo
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Ndangoti
inini
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangoti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Enda
unokoka
machemebere
ndabaiya
Ronda
racho
ririkuvhika
moto
Handikwanise
kungochema
chinochemedza
Tinechidzidzo
chatakawirirana
Mwaribaba
Samasimba
inzwai
kuchema
kwangu
Ndimi
ziso
rehupenyu
hwangu
Todosiya
tarova
ngoma
pano
Mai
kuti
titambirwei
kuti
mutibvumbamire
Zvikanzi
chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Nengoma
yangu
Chimbidza
kudzoka
kandabva
kure
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Ndangoti
inini
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangoti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangandichida
kuzongopupura
Pazuva
racho
ratichasangana
Ndivaudze
musango
matabuda
Munezvikara
zvinorura
Vanoda
boboto
boboto
Asi
handina
kuzovapindura
Nemoyo
une
rudo
uyu
hwamatipa
Tinemisodzi
ine
nhorondo
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Ndangoti
inini
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangoti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Zvikanzi
chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Nengoma
yangu
Chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Nengoma
yangu
Zvikanzi
chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Nengoma
yangu
Chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Nengoma
yangu

1 Tidanane
2 Rova Bonza
3 Ane Chaanogona
4 Ma Socks
5 Handichina Simba
6 Mai Vangu Varozvi
7 Kuspender Sometime
8 Gheto Rine Nharo
9 Mahits Hobho
10 Mufambo
11 Mhirizhonga Kuno
12 Vane Pamuromo
13 Ndiwe Unoziva
14 Baba Vako Imboko
15 Tichasangana
16 Vanhu Vatambe
17 Ngoma
18 Ndiyani
19 Ndoitori Nyaya
20 Ndakakutadzireyi
21 Ndabata Changu
22 Kukuona
23 Takanga Tarangana
24 Makomborero
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.