paroles de chanson Tamba Navo - Killer T
Hot
property
[ooooh],
nyatsocheka
masettings
marunnings
Killer
T,
I
& I
for
real
Musandifungise
nhamo
takati
hatichaida
pano
Asi
ini
ndine
zano
Dai
mambotandara
pano
Musanditsamwise
Mirai
ndikusimbise
Usandigumire
Nyama
mugochere
Toda
kufara
zvekufara
tichitandara
Asi
nguva
ndiyo
shoma
Ndoda
kufara
nemi
chi'
all
night
Asi
kuden
tight,
Bongie
dzima
light
ooooh
(Military
touch)
Ndoda
kutamba
navo
prezha
(kutamba
navo)
Ndoda
kutamba
navo
(Aye
kutamba
navo)
Ndoda
kutamba
navo
prezha
(Aye
kutamba
navo)
Ndoda
kufara
navo
(Aye
kutamba
navo)
Ndizarurirewo
(Kutamba
navo)
Ndoda
kutamba
navo
(Aye
kutamba
navo)
Ndizarurirewo
(Aye
Kutamba
navo)
Ndoda
kufara
navo
(Aye
kufamba
navo)
Ndipo
patinoti
isusu
dzawira
mutswanda
Nyama
iri
pano
yakawanda
Mudye
zvekukanganwa
Kuti
kuchauya
mangwana
Aiwa
ndizarurirewo,
ndikange
nyama
Mukaita
zvekususumwa
tichirova
maObama
Handina
chekumirira
Tamuka
Vanhu
vese
vakamuka
Ghetto
rakamuka
Munhu
wese
akamuka
Gochayi
nyama
mafero
musazowanza
mamero
Ndoda
kufara
madeko
Kupenga
hakuridzirwe
bhero
Ndoda
kutamba
navo
prezha
(kutamba
navo)
Ndoda
kutamba
navo
(Aye
kutamba
navo)
Ndoda
kutamba
navo
prezha
(Aye
kutamba
navo)
Ndoda
kufara
navo
(Aye
kutamba
navo)
Ndizarurirewo
(Kutamba
navo)
Ndoda
kutamba
navo
(Aye
kutamba
navo)
Ndizarurirewo
(Aye
Kutamba
navo)
Ndoda
kufara
navo
(Aye
kutamba
navo)
Usambotarisa
nguva
mumwe
wangu
Vaudze
kumba
touya
(ooooooh)
Usambotarisa
nguva
mumwe
wangu
Vaudze
kumba
touya
(ooooooh)
Usandifungise
nhamo
takati
hatichaida
pano
Asi
ini
ndine
zano
Dai
mambotandara
pano
Musanditsamwise
Mirai
ndikusimbise
Musandibvumire
nyama
mugochere
Ndoda
kutamba
navo
prezha
(kutamba
navo)
Ndoda
kutamba
navo
(Aye
kutamba
navo)
Ndoda
kutamba
navo
prezha
(Aye
kutamba
navo)
Ndoda
kufara
navo
(Aye
kutamba
navo)
Ndizarurirewo
(Kutamba
navo)
Ndoda
kutamba
navo
(Aye
kutamba
navo)
Ndizarurirewo
(Aye
Kutamba
navo)
Ndoda
kufara
navo
(Aye
kutamba
navo)
1 Rudo Ibofu
2 MuGame
3 Kufamba Kwa Paurosi
4 Hondo
5 Waidongorera
6 Huyai
7 Hupenyu Wenherera
8 Hondo yeNzara
9 Ndamuda
10 Mashoko Anopfuura
11 Everyday
12 Handigumbuke
13 Magitare
14 Tamba Navo
15 Rovai Makuva
16 Fambisa Shoko
17 Mweya Mutsvene
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.