paroles de chanson Madzikirira (feat. Willis Wataffi) - Lisayi
Matsika
mafeso
Kudhonzwa
nemombe
kuita
kunge
gejo
Hamutsemure
ngoma
muchitema
nembezo
Ngozi
yawapara
hauripe
nembudzi
Svika
husiku
totanga
nebvudzi
Tinodambura
svika
padhuze
Worimbinyuka
haubude
Mugudza
mopisa
wafunga
handiuye
Hungunjungunju
wese
nhasi
unopera
Unogara
uchisasisa
nhasi
unopera
Ndakatemerwa
nyora
unoziva
ndopenga
Kubvira
ndichikura
ndogara
muninga
woo
Apinduka
pinduka
Akudikitira
achishinyira
Ndomabhindauko
ekuga__
(nza)
Vanhu
vowona
vofunga
wosvikirwa
Chitaka
nhasi
unochirutsa
Musambo
moita
wokufusha
Shuwa
nhasi
unondiguta
Unoshaya
chete
anokumutsa
Ingori
hamburakwacha
Ndokutsika
tsika
nezidanda
Kusvika
pano
amakata
Nyama
hobvu
yakasimba
sedamba
Angova
madzikirira
eh
eh
eh
eh
Vanoswera
vachingotsika
tsika
eh
eh
eh
eh
oh
Angova
madzikirira
eh
eh
eh
eh
Vanoswera
vachingotsika
tsika
eh
eh
eh
eh
oh
Atsikwa
pakonzi
asara
neduzu
yea
Mikono
yasvika
magoni
avharika
yea
Asara
neduzu
yea
Mikono
yasvika
magoni
avharika
yea
Gogogoi
Ndikuda
Kuti
ka
nedzoi
Vakagwejenura
vakapinda
wangu
Hameno
mushonga
wechibhoi
Ndafuga
makumbo
ndapfigira
goni
Ndarota
mwana
muvhitori
Ndakatsakatika
muzviroto
zvangu
handina
kuona
ngirozi
Ndapfidza
kunzwa
kuti
dzvii
Kuyedza
kushevedzera
pasi
dhii
Zimhungu
muhuro
ndasvetwa
muviri
Ndirimunzvimbo
hombe
inenge
jiri
Mapfupa
akatekeshera
nezvishiri
Misoro
yevanhu
isina
muviri
Hapana
akunzwa
izwi
rangu
pangu
Pengenu
pengenu
bhii
Woo
Zidende
reropa
mugate
Ndabva
ndafungidzwa
dande
Mubako
rizere
zvikwambo
Mawoko
matumbu
mugangoo
Mabhanan'ana
anemheni
Achikuchidzira
amakuseni
Bakatwa
raiswa
pahuro
Ndakachochoporwa
nemusoro
Asara
ne
chibhononino
Woi
yererere
Atsikwa
pakonzi
asara
neduzu
yea
Mikono
yasvika
magoni
avharika
yea
Asara
neduzu
yea
Mikono
yasvika
magoni
avharika
yea
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.