paroles de chanson Ndizadzei - Minister Michael Mahendere feat. Direct Worship
Father
I
pray,
this
is
my
prayer
I
know
you
can
hear
me
Makanaka
kani
Mwari
wangu
Izwi
randidana,
nezita
Huya
pedyo
mwana
wangu
Ndipe
mukana
zve
Ndikuratidze,
zvandakakurongera
For
I
know
the
thoughts
that
I
think
towards
you
The
thoughts
to
prosper
you
And
not
to
harm
you
but
to
give
you
An
expected
end
Zvino
kubva
pandanzwa
izwi
iri,
Mwari
we
Ndazara
nenzara,
inzara
yega
yega,
yekunzwa
huvepo
wenyu,
Mwari
Ndonamata
Ndinotsvaga
imi
Mwari,
Mwari
wangu
Moyo
wangu
ndoupa
imi
Ndinotsvaga
imi
Mwari
Moyo
wangu
ndoupa
imi
Ndinotsvaga
imi
Mwari
Moyo
wangu
ndoupa
imi
Ndinoda
kuziva,
zvakavanzika
zvenyu
Mwari
Ndinoda
kuziva,
zvakavanzika
zvenyu
Mwari
Ndiswededzei
pedyo,
ndikuzivei
Ishe
wangu
Ndiswededzei
pedyo,
ndikuzivei
Ishe
wangu
Ndazarura
moyo,
chindizadzai
Ishe
wangu
Ndazarura
moyo,
chindizadzai
Ishe
wangu
Saka
torayi
moyo
wangu,
mundizadze
Saka
torayi
moyo
wangu,
mundizadze
Saka
torayi
moyo
wangu,
mundizadze
Saka
torayi
moyo
wangu,
mundizadze
Saka
torayi
moyo
wangu,
mundizadze
Mwari
torayiwo
moyo
wangu,
ndizadzeiwo
Ndiripano
kani
Mwari
we,
ndiripano
Mwari,
hallelujah
Oyi
zvenyu
moyo
uyu,
zaraiwo
Ndiriwako
Mwari,
ndiriwako
Mwari
ye,
ndiriwako
Mwari
ye
Hallelujah,
Hallelujah,
Hallelujah
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.