Nox - Garandichauya paroles de chanson

paroles de chanson Garandichauya - Nox



Mmm heey heeey heey
Zvinondiremera
Kuona vanodana vachiyemerana
Vachivimbisana rudo nekusingaperi
Moyo worwadza, ndoita seiko usipo
Ndaneta kuringa nzira
Ndoita seiko usipo
Ndaneta kuringa nzira
Garandichauya kani
(Inorema ah)
Inorema asi ndichakumirira
(Inorema ah)
Inorema asi ndichakumirira
(Kusvika wauya oooh kusvika wadzoka kwandiri)
Toyemuka mufaro wataive nawo
Ndaisafungidzira kuti nerimwe zuva
Uchafunga kuenda kumhiri
(Kwemakungwa)
Uchindisiya ndirindegaka (? ikauya ndichabatana nei?)
Garandichauya
(Inorema ah)
Asindichakumirira
(Inorema ah)
Kusvika wauya
(Kusvika wauya oooh kusvika wadzoka kwandiri)
Inorema (Inorema ah)
Asindichakumirira
(Inorema ah)
Kusvika wauya
(Kusvika wauya oooh kusvika wadzoka kwandiri)
(Garandichauya)
Ndoitaseiko ini zvandiremera
(Garandichauya)
Ndirindega ah
(Garandichauya)
Makoremangani ndingorindegaka
(Garandichauya)
Garandichauya
(Inorema ah)
Inorema inorema
(Inorema ah)
Asindichakumirira
(Kusvika wauya ooh)
Kusvika wauya wauya wauya
(Kusvika wadzoka kwandiri)
Inorema inorema
(Inorema ah)
Asindichakumirira
(Inorema ah)
(Kusvika wauya oooh)
Kusvika wauya
(Kusvika wadzoka kwandiri)




Nox - The Very Best of Nox
Album The Very Best of Nox
date de sortie
14-05-2013




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.