paroles de chanson Masimba mashoma - Oliver Mtukudzi
Chisi
chako
masimba
mashoma
Chisi
chako
masimba
mashoma
Masimba
mashoma
Hona
kana
mombe
yekurongerwa
Ndeyekukame
wakaringe
nzira
Hona
kana
mombe
yekuchengeteswa
Ndeyekukame
wakaringe
nzira
Chisi
chako
masimba
mashoma
Masimba
mashoma
Kutamba
nemombe
yehumai
wairasa
Kutamba
nemombe
yehumai
wairasa
Wairasa
Hona
nyakurarama
nechisi
chake
Anodya
asicheuka
Nyakurarama
nechisi
chake
Unoona
anedya
asicheuka
Kutamba
nemombe
yehumai
wairasa
Kutamba
nemombe
yehumai
wairasa
Wairasa
Hona
kana
mombe
yekurongerwa
Ndeyekukame
wakaringe
nzira
Kana
mombe
yekuchengeteswa
Ndeyekukame
wakaringe
nzira

Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.