Oliver Mtukudzi - Wati Go paroles de chanson

paroles de chanson Wati Go - Oliver Mtukudzi

Chakupa vanga mukomaka, chati nhunzi dzikudye
Chakupa vanga mukoma, chati nhunzi dzikudye

Chakupa vende muzukuru, chati dovi ridzamire

Chakupa vende muzukuru, chati dovi ritsvetere

Wati go watema, kunzi go ngwarawo

Wati go watema, kunzi go chechukawo

Chakupa vanga mukoma kani, chati nhunzi dzikudye

Hoye hoyere, inde honande
Hoye hoyere, inde honande
Chakupa vanga mukoma kani, chati nhunzi dzikudye
Chakupa vanga mukoma, chati nhunzi dzikudye
Wati go watema, kunzi go ngwarawo
Chakupa vanga mukomaka, chati nhunzi dzikudye
Wati go watema, kunzi go chechukawo
Chakupa vanga mukoma, chati nhunzi dzikudye
Wati go watema, kunzi go ngwarawo
Chakupa vanga mukoma, chati nhunzi dzikudye
Wati go watema, kunzi go ngwarawo
Chakupa vanga mukoma, chati nhunzi dzikudye
Hoye hoyere, inde honande
Hoye hoyere

Oliver Mtukudzi - Zvauya Sei?
Album Zvauya Sei?
date de sortie
18-05-2018

Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.