paroles de chanson Wabarira Vamwe - Oliver "Tuku" Mtukudzi
Hona
kubara
mwana
kubarira
vamwe
Haiwa
kubara
mwana
kubarira
vamwe
mufunge
Hona
wabara
mwana
wabarira
vamwe,
hiye
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Hona
kubara
mwana
kubarira
vamwe
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Hona
wabara
mwana
wabarira
vamwe
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Inga
kubara
mwana
kubarira
vamwe
ndeha
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Hona
wabara
mwana
wabarira
vamwe,
mufunge
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Haiwa
wabara
mwana
wabarira
vamwe
hiye
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Anokuteerera,
inga
mwana
wemumwe
Wepasa
mazano,
wevamwe
tore
shandisei
Wako
wekubereka,
iye
tambi
sendeke
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
tore
sendeke
Hona
unekupasa
gudza,
mwana
wemumwe
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Hona
anekupembedza,
mwana
wemumwe
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Anekukudza
pasi
pano,
mwana
wemumwe
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Kana
anekubikira,
mwana
wemumwe
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Anekuteerera
mwana
wemumwe
Wepasa
mazano,
wevamwe
tore
shandisei
Wako
wekubereka,
iye
tambi
sendeke
Anekuteerera,
hona
mwana
wemumwe
Wepasa
mazano,
wevamwe
tore
shandisei
Wako
wekubereka,
iye
tambi
sendeke
Mwana
wemumwe
Tore
shandise
Tambi
sendeke
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Tore
shandise,
tambi
sendeke
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Anokuteerera
mwana
wemumwe
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Anekupasa
gudza,
mwana
wemumwe
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Wako
wekubereka,
iye
tambi
sendeke
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Tore
shandise
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Mwana
wemumwe
Tambi
sendeke
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Mwana
wemumwe
Tore
shandise
(Kubara
mwana
wabarira
vamwe)
Mwana
wemumwe
Tambi
sendekei
![Oliver Mtukudzi - Rudaviro](https://pic.Lyrhub.com/img/y/z/f/-/yw1m0f-fzy.jpg)
1 Pfimbika
2 Wabarira Vamwe
3 Mukana
4 Pasai Njere
5 Going on..What?
6 Unaye
7 Yekunwa
8 Rangu Jana
9 Maiwe Pidigu
10 Kure Kwazvo
11 Wamambo Mwana
12 Chiro Chakanaka
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.