Paroles et traduction Oliver Mtukudzi - Toropitu yake
Добавлять перевод могут только зарегистрированные пользователи.
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
ndovayo
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him,
that's
where
I'll
be
Apo
toropito
yake
Mwari
inorira
kwazvo
When
His
trumpet,
the
Lord's,
sounds
so
loud
Inotaura
kune
vese
kuti
huyai
It
tells
everyone
to
come
Tese
tinokwira
kuyenda
iyo,
hakusari
munhu
We
all
ascend
to
go
there,
there's
no
one
left
behind
Mazita
edu
achazodaidzwa
Our
names
will
be
called
out
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
ndovayo
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him,
that's
where
I'll
be
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
ndovayo
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him,
that's
where
I'll
be
Asi
hatizivi
musi
uyo
tizodanwa
ndiwo
But
we
don't
know
the
day
we'll
be
called
Ndizvo
ngatigadzirire
zvino
pano
That's
why
we
prepare
ourselves
now
Tiripire
uyo
musiki
sotoda
kuyendayo
We
stand
ready
for
the
Creator
as
we
want
to
go
Nemazita
edu
achazodaidzwa
And
our
names
will
be
called
out
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
ndovayo
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him,
that's
where
I'll
be
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
ndovayo
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him,
that's
where
I'll
be
Ngatibate
basa
redu
nemasimba
misi
yese
Let
us
work
hard
every
day
with
all
our
might
Ngatitaure
zvishamiso
zvake
zvose
Let
us
speak
of
His
miracles,
all
of
them
Tichiita
zvakanaka
kune
vanhu
vese
vese
Doing
good
to
all
people,
everyone
Nemazita
edu
achazodaidzwa
And
our
names
will
be
called
out
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
ndovayo
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him,
that's
where
I'll
be
Hoo,
kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
Hoo,
for
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
ndovayo
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him,
that's
where
I'll
be
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
ndovayo
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him,
that's
where
I'll
be
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
ndovayo
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him,
that's
where
I'll
be
Asi
isu
vema
kristu
hatizotyi
kuendayo
But
we
Christians
are
not
afraid
to
go
Mwari
ndiye
baba
wedu
akanaka
God
is
our
good
Father
Jesu
Kristu
ndishamwari
ndiye
anotonga
kwese
Jesus
Christ
is
our
friend,
He
rules
everywhere
Mazita
edu
achazodaidzwa
Our
names
will
be
called
out
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him
Kuti
ndodaidzwa
ndiye,
kuti
ndodaidzwa
ndiye
ndovayo
For
I
want
to
be
called
by
Him,
for
I
want
to
be
called
by
Him,
that's
where
I'll
be
Kuti
ndo
(kuti
ndodaidzwa)
For
I
want
to
be
(for
I
want
to
be
called
by
Him)
Évaluez la traduction
Seuls les utilisateurs enregistrés peuvent évaluer les traductions.
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.