Oliver Mtukudzi - Toropitu yake paroles de chanson

paroles de chanson Toropitu yake - Oliver 'Tuku' Mtukudzi



Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye ndovayo
Apo toropito yake Mwari inorira kwazvo
Inotaura kune vese kuti huyai
Tese tinokwira kuyenda iyo, hakusari munhu
Mazita edu achazodaidzwa
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye ndovayo
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye ndovayo
Asi hatizivi musi uyo tizodanwa ndiwo
Ndizvo ngatigadzirire zvino pano
Tiripire uyo musiki sotoda kuyendayo
Nemazita edu achazodaidzwa
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye ndovayo
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye ndovayo
Ngatibate basa redu nemasimba misi yese
Ngatitaure zvishamiso zvake zvose
Tichiita zvakanaka kune vanhu vese vese
Nemazita edu achazodaidzwa
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye ndovayo
Hoo, kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye ndovayo
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye ndovayo
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye ndovayo
Asi isu vema kristu hatizotyi kuendayo
Mwari ndiye baba wedu akanaka
Jesu Kristu ndishamwari ndiye anotonga kwese
Mazita edu achazodaidzwa
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye
Kuti ndodaidzwa ndiye, kuti ndodaidzwa ndiye ndovayo
Kuti ndo (kuti ndodaidzwa)



Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Pfugama Unamate
Album Pfugama Unamate
date de sortie
29-07-1994




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.