Seh Calaz - Mhamha paroles de chanson

paroles de chanson Mhamha - Seh Calaz




Ndangariro x 2
Chishuwiro e-h
Ndimbofunga kuti ndichiri kuhope ndakarara,
Mwari dai mauya mandi peputsa pandakarara,
Zuva nezuva paribuda ndimboringa nguva ngakayewa musuvo dzingori
Shunguvo, Ndichiti zvimwe muchabudikira Mouya mondimbundira monditi
Mwana wangu ndadzoka ndanga ndanonoka,
Mondiudza kuti mandisuwa semasuwiro andakuitai,
Mondiudza muchiri kundida semadiro
Andokuitai, Mhamha mazonyanya kuti zii tauravo nen...





Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.