paroles de chanson Mawaya Waya - Shinsoman
Intro
Hear
me
now
Ndafadza
ma
sister
Ndafadza
munhu
wese
mazviita
Doro
tadira
pasi
tafadza
varipasi
tafadza
kana
ma
ancestors
Yeeeeeaaah!!!
Waya
waya
Ma
fans
angu
ese
andikandira
ma
waya
waya
MaWaya
waya
pandinoimba
ngoma
mese
musawaya
waya
Musa
waya
waya
Mafans
angu
andikandira
ma
waya
waya
Eheee
Ndaiti
ndiani
angandidee??
Ndiani
angandidee??!
Nhasi
zvaitika
zvega
Ini
handimboregaa
Muchasarira
mega
Tapinda
Jamaica
Ndiani
angandidee??
Ndaiti
ndiani
angandidee?
Pandai
sadharara
Vamwe
vachifara
Ndainzi
ndasara
Unoda
zvemahara
Kuhama
dzangu
dzakafa
Dai
varipo
vachindiona
Hapana
foni
nhasi
dai
ndafona
Ndichivaratidza
kwangu
kugona
Kuti
dancehall
father
Di
game
dem
lover
Mi
mush
up
dancehall
kusvika
Mwari
vada
Zigi
zigi
zagaa
Makazara
maguns
Ndichiita
twunhu
twangu
ndichiradzika
matsaga
Umaga
Repeat
Intro
Repeat
Verse
1
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.