paroles de chanson Pamuromo Chete - Thomas Mapfumo
Iye
woye
iye
woye
mambo
Iye
woye
iye
woye
Iye
woye
iye
woye
mambo
Iye
woye
iye
woye
Ndochema
misodzi
baba
Misodzi
yeropa
Ndochema
misodzi
baba
Misodzi
yeropa
Dai
makaziva
mambo
Mungadai
musina
kutisika
Dai
makaziva
baba
Mungadai
musina
kutisikawo
Ahe
aheyi
mambo
Ahe
aheyi
hona
pamuromo
chete
Ahe
aheyi
mambo
Ahe
aheyi
hona
pamuromo
chete
Ahe
aheyi
mambo
Ahe
aheyi
hona
pamuromo
chete
Ahe
aheyi
mambo
Ahe
aheyi
hona
pamuromo
chete
Nditungamirei
mambo,
ndione
kwekuenda
Nditungamirei
mambo,
ndione
kwekuenda
Dai
ndakaziva
mambo,
haitungamire
Dai
ndakaziva
baba,
haitungamire
Kune
vamwe
vedu
mambo,
vanorara
pamusika
Kune
vamwe
vedu
mambo,
vasina
kwekuenda
Kune
vamwe
vedu
mambo,
vanoshupika
Kune
vamwe
vedu
baba,
vateterera
iye
woye
Ahe
aheyi
mambo
Ahe
aheyi
hona
pamuromo
chete
Ahe
aheyi
mambo
Ahe
aheyi
hona
pamuromo
chete
Ahe
aheyi
mambo
Ahe
aheyi
hona
pamuromo
chete
Ahe
aheyi
mambo
Ahe
aheyi
hona
pamuromo
chete
Kune
vamwe
vedu
mambo,
vanoshupika
Vamwe
havana
dzimba
dzekurara,
vanorara
pamusika
Vamwe
havana
mari,
vamwe
havana
zvekupfeka
Vamwe
vakabuda
mabasa
kare
kare
Zvino
titungamirirei
mambo
kuti
tigobudirira
mangwana
Iye
woye
iye
woye
mambo
Iye
woye
iye
woye
Iye
woye
iye
woye
mambo
Iye
woye
iye
woye
Titungamirirei
mambo,
taterera
Titungamirirei
mambo,
taterera
Ndochema
misodzi
ini
Misodzi
yeropa
Ndochema
misodzi
baba
Misodzi
yeropa
Ndochema
misodzi
mambo
Misodzi
yeropa
Ndochema
misodzi
baba
Misodzi
yeropa
Ahe
aheyi
mambo
Ahe
aheyi
hona
pamuromo
chete
Ahe
aheyi
mambo
Ahe
aheyi
hona
pamuromo
chete
1 Sweet Maria
2 Timothy
3 Marima Nzara
4 Zimbabwe
5 Havasevenzi Vapfana
6 Manhungetunge
7 Pamuromo Chete
8 Mamvemne
9 Kuenda Mbire
10 Disaster
11 Nyama Musango
12 Usatambe Nenyoka
13 Chimurenga
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.