Trevor Dongo - That's How I Feel paroles de chanson

paroles de chanson That's How I Feel - Trevor Dongo




Turuurururururur uuuyyeeeee uuuuyeeeew
Thats how i feel
Dzimwe nguva unishushikana ukaty unondida
Zvimwe handipinduree
Dzimwe nguva undonditokonya
Ndoita sekunge ndafuratira
Asi rudo rudo rudo ndinarwo
Ruzere mumoyo pamwe nemashoko
Xka nhasi ndanyora kambo kty uzive zvandofeela babe



Writer(s): Macdonald Chidavaenzi, Trevor Dongo



Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.