paroles de chanson Bho Yangu - Winky D
Kurara
kupa
mhandu
mukana
Oskid,
manje
pane
Gafa
hapana
Kubva
nhasi
handicharara
Ndiri
kuchengetedza
bho
yangu
Uchandisvikira
ndakagara
Ndiri
kurindira
bho
yangu
Varipo
hobho
vakanditeya
Kuda
kudonhedza
bho
yangu
Varikunyangira
varipamweya
Kuda
kudhiritsa
bho
yangu
But
bho
yangu,
no
nebho
yangu
Usada
kuita
bho,
nebho
yangu
Bho
yangu,
no
nebho
yangu
Haikona
kuitaso
pabho
yangu
But
bho
yangu,
no
nebho
yangu
Usada
kuita
bho,
nebho
yangu
Bho
yangu,
no
nebho
yangu
Haikona
kuitaso
pabho
yangu
Vachatosvika
husiku
kuda
kunyangira
Vachasvika
Gafa
rakavagarira
Ndaiti
inhema
ndichivarambira
Ndazopepuka
zvino
ndangwarira
Variko
vanoshereketa
(Havahwine,
havahwine)
Muhupenyu
hwako
ngavasapenetreta
(Havapinde,
havapinde)
Handicharara
ndavakungoresta
Zvese
zvavanoronga
ndirikugeta
Vanoshuwira
kuti
zvigondinetsa
But
itaimu
yavarikuwesta
Kubva
nhasi
handicharara
Ndiri
kuchengetedza
bho
yangu
Uchandisvikira
ndakagara
Ndiri
kurindira
bho
yangu
Varipo
hobho
vakanditeya
Kuda
kudonhedza
bho
yangu
Varikunyangira
varipamweya
Kuda
kudhiritsa
bho
yangu
But
bho
yangu,
no
nebho
yangu
Usada
kuita
bho,
nebho
yangu
Bho
yangu,
no
nebho
yangu
Haikona
kuitaso
pabho
yangu
But
bho
yangu,
no
nebho
yangu
Usada
kuita
bho,
nebho
yangu
Bho
yangu,
no
nebho
yangu
Haikona
kuitaso
pabho
yangu
Kukotsira
kunokoka
matsotsi
Ukangorara
chete
havapotsi
Vanotraya
wofunga
kuti
Zvimwe
washandisirwa
muti
Vanokupazira
door
remba
Wozopepuka
bho
yaenda
Unosara
wodemba
But
pafeya
bho
yaenda
Handichafuga
gumbeze
kurota
zviroto
Ndakurifuga
kuoneswa
zvemoto
Zvavarikuronga
vari
ikoko
Ndatozvioneswa
but
bhasopo
Kubva
nhasi
handicharara
Ndiri
kuchengetedza
bho
yangu
Uchandisvikira
ndakagara
Ndiri
kurindira
bho
yangu
Varipo
hobho
vakanditeya
Kuda
kudonhedza
bho
yangu
Varikunyangira
varipamweya
Kuda
kudhiritsa
bho
yangu
But
bho
yangu,
no
nebho
yangu
Usada
kuita
bho,
nebho
yangu
Bho
yangu,
no
nebho
yangu
Haikona
kuitaso
pabho
yangu
But
bho
yangu,
no
nebho
yangu
Usada
kuita
bho,
nebho
yangu
Bho
yangu,
no
nebho
yangu
Haikona
kuitaso
pabho
yangu
Bho
yangu,
bho
yangu
Bho
yangu,
bho
yangu
Bho
yangu,
bho
yangu
Bho
yangu,
bho
yangu
1 Gombwe
2 City Life
3 Finhu Finhu
4 Highway Code
5 Simba
6 Number One
7 Ngirozi
8 Onaiwo
9 Marobots
10 Bho Yangu
11 I'm Hot
12 Dona
13 Hatiperekedzane
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.