paroles de chanson Chanderlier - Winky D
Chandelier,
Chandelier,
Chandelier
Chandelier,
Chandelier,
Chandelier
Gafa!
Usaone
ndinyerere
Gafa
riripo
padenga,
padenga
kunge
chandelier
Ndakabaka,
ZESA
yobvunza
kuti
unozvigona
sei?
Hona
ndabaka,
vari
kundibvunza
iwe
unozvigona
sei?
Ndiisei
ma
archives
batai
Home
Affairs
Chandelier
Gafa
richiripo
padenga
se
chandelier
(chandelier)
Vambozama
kundiisa
pasi
sendare
(chandelier)
Gafa
richipo
padenga
se
chandelier
(chandelier)
Haasi
makuhwa
bvunza
somebody
Hanzi
Kariba
Dam
haina
mvura
Saka
nyika
ine
rima
ndini
zuva
Ndaisa
chayedza
mumaruwa
Kunzvenga
nzvenga
rima
kuwawura
Kubva
pasi
pahuruva
ndava
kudenga
zvoita
kunge
magic
Handichataura
paphone
ndakutaura
muroad
ndine
street
credit
Ndakapinda
kare
handichagone
kubuda
ndashaiwa
exit
Ngoma
dzese
paZimbabwe
ini
ndini
ndinadzo
se
jiti
Tomhanya
ma
streets
isusu
semushika
shika
Life
yangu
i
FIFA
paku
kicker
kicker
Zvimoko
ndavhundutsa
zvonditi
dai
wabatika
Because
ndakasvika
svika
Chandelier
Gafa
richiripo
padenga
se
chandelier
(chandelier)
Vambozama
kundiisa
pasi
sendare
(chandelier)
Gafa
richipo
padenga
se
chandelier
(chandelier)
Haasi
makuhwa
bvunza
somebody
Dhanzi
nda
locker
fanike
door
rangu
Ndiri
kuchengetedza
bho
yangu
Ini
handina
mvura,
saka
rinenge
shura
Zambezi
River
iri
kuchiva
flow
yangu
Maindatarisira
pasi
nhasi
mondiona
pa
ceiling
Kaskiri
kekuhwina
ndaita
chiveve
nekamwe
ka
feeling
Gafa
ndaposer
ndobva
ndatorwa
bata
chi?
Ndanongogezeswa
ndobva
ndabuda
fanike
firimu
Bata
zvima
lines
zvandiri
ku
bosser
ndezvepa
Harvard
Ndoshanda
zvekuti
unofunga
kuti
vamwe
vari
pa
Sabbath
Ini
ndaka
simba
ndine
maparts
eBenz
kunge
Sabot
Vanondivenga
handigumbuke
ndongoti
Chandelier
Gafa
richiripo
padenga
se
chandelier
(chandelier)
Vambozama
kundiisa
pasi
sendare
(chandelier)
Gafa
richipo
padenga
se
chandelier
(chandelier)
Haasi
makuhwa
bvunza
somebody
Hanzi
Kariba
Dam
haina
mvura
Saka
nyika
ine
rima
ndini
zuva
Ndaisa
chayedza
mumaruwa
Kunzvenga
nzvenga
rima
kuwawura
Nicky
Lion
Chandelier
Chandelier
1 Njema
2 Chanderlier
3 Sekai
4 Chitekete
5 Siya So
6 Ijipita
7 Ndidye Mari
8 Naye
9 Bhatiri
10 Amai
11 Murombo
12 Area 51
13 Mangerengere
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.