paroles de chanson Ngoma Futi - Winky D
Ah
Igwe
(Dancehall
Igwe)
Ndakuda
kurova
ngoma
kunge
mwana
aita
musikanzwa
(ngoma
futi)
Dance
ramuka
rabva
ramira
kunge
muti
wanzwa
Menge
makurarisa
dance
Zvino
ndakuita
kuti
rimuke
Musade
kusaiza
mafans
Zvinoita
ropa
ritsvuke
Vati
aihwa
dzorai
dance
pamakariwana
Aihwa
manje
ini
ndori
kicker
nema
shanana
Ndakurova
ngoma
futi
(ngoma)
ngoma
futi
(ngoma)
hapachada
ngoma
juti
Ndakurova
ngoma
futi
(ngoma)
ngoma
futi
(ngoma)
ndakutora
mboma
mubhuti
Menge
mochema
dance
renge
rafa
zvino
ramuka
seMwanakoma
Tenge
tapuhwa
tafura
kuti
tidye
nemi
mhanzi
zvino
vorovana
Venge
vati
zvarafa
togara
nhaka
zvishoma
zviripo
togovana
Kusaziva
hudyire
ndohwakaparadza
pfuma
yenhaka
vakomana
Zvino
chizivai
ani
nani
asingatende
nemuzita
rengoma
haapinde
dance
Uye
futi
ani
nani
asingapinde
mudance
haambobhigwa
nema
fans
Menge
makurarisa
dance
Zvino
ndakuita
kuti
rimuke
Musade
kusaiza
mafans
Zvinoita
ropa
ritsvuke
Vati
aiwa
(aiwa)
dzorai
dance
pamakariwana
Aiwa
(aiwa)
manje
ini
ndori
kicker
nema
shanana
Ndakurova
ngoma
futi
(ngoma)
ngoma
futi
(ngoma)
hapachada
ngoma
juti
Ndakurova
ngoma
futi
(ngoma)
ngoma
futi
(ngoma)
ndakutora
mboma
mubhuti
Saka
ndakubhiga
vese
vari
kukavira
ngoma
mberi
ngoma
dziende
kuseri
(ngoma
futi)
Plus
zvenhando
usateerere
bika
zvemhando
vateerere
(ngoma
futi)
Kana
mabika
imi
ngoma
ndorova
Dzika
zvimba
ndipe
mvura
shoma
ndotova
Ndoda
kudzirova
neche
apa
pa
pa
pa
pakati
pemusoro
kunge
nhova
Ndobva
ndadzidzorera
padzaimbova
Inzwa
ka
mudance
mese
yangova
Biggie
Biggie
Biggie
Kumu
disser
hazviseenze
hazvina
basa
kunge
rovha
Ndakuda
kurova
ngoma
kunge
mwana
aita
musikanzwa
(ngoma
futi)
Dance
ramuka
rabva
ramira
kunge
muti
wanzwa
Menge
makurarisa
dance
Zvino
ndakuita
kuti
rimuke
Musade
kusaiza
mafans
Zvinoita
ropa
ritsvuke
Vati
aiwa
(aiwa)
dzorai
dance
pamakariwana
Ngoma
futi,
ngoma
futi,
ndakutora
mboma
mubhuti
Menge
mochema
dance
renge
rafa
zvino
ramuka
seMwanakoma
Tenge
tapuhwa
tafura
kuti
tidye
nemi
mhanzi
zvino
vorovana
Venge
vati
zvarafa
togara
nhaka
zvishoma
zviripo
togovana
Kusaziva
hudyire
ndohwakaparadza
pfuma
yenhaka
vakomana
Zvino
chizivai
ani
nani
asingatende
nemuzita
rengoma
haapinde
dance
Uye
futi
ani
nani
asingapinde
mudance
haambobhigwa
nema
fans
Menge
makurarisa
dance
Zvino
ndakuita
kuti
rimuke
Musade
kusaiza
mafans
Zvinoita
ropa
ritsvuke
Vati
aiwa
(aiwa)
dzorai
dance
pamakariwana
Aiwa
(aiwa)
manje
ini
ndori
kicker
nema
shanana
Ndakurova
ngoma
futi
(ngoma)
ngoma
futi
(ngoma)
hapachada
ngoma
juti
Ndakurova
ngoma
futi
(ngoma)
ngoma
futi
(ngoma)
ndakutora
mboma
mubhuti
Gaffa
kusvika
ndafa
Oskid
(Kinako
Musik)
Vanogona
vauuya
Da
da
dancehall,
Igweee
Vakationa
taka
leza
pakona
Vanoti
hatina
zvatinogona
Kuma
ghetto
youth
mikana
ishoma
Hakuna
ghetto
youth
risina
zvarino
gona
Saka
Shinso
(Gafa)
ndopa
mhiko
(hear
me
now)
Kuzama
paGhetto
but
hakuna
iripo
1 Gafa Life
2 Mirror
3 Woshora
4 Idya Mari
5 Ngoma Futi
6 Survivor
7 Copyrights
8 Holiday
9 Disappear
10 Not Nice
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.