Zimpraise - Ngatimukudzei Mwari (Choral Choir) [Live] paroles de chanson

paroles de chanson Ngatimukudzei Mwari (Choral Choir) [Live] - Zimpraise



Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Anorayira zuva rivhenekere nyika
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Zvinhu zvose zvipenyu zvinochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Vanhu vose vapenyu vanochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu



Writer(s): Joseph Madziyire


Zimpraise - Hymns Night 3
Album Hymns Night 3
date de sortie
01-11-2018




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.