Текст песни Karwiyo Aka - Alexio Kawara
Karwiyo
aka
Ndakanyorera
iwewe
Karwiyo
aka
Nyatsokuteya
nzeve
Nekuti
kane
mashoko
Ane
zvese
zvekuita
newe
Mmmm
Karwiyo
aka
Ndakanyorera
iwewe
Karwiyo
aka
Nyatsokuteya
nzeve
Nekuti
kane
mashoko
Ane
zvese
zvekuita
newe
Mmmmm
Iwewe
Wazondozadzisa
Zvizere
Rudo
wasimbisa
Karwiyo
aka
Kubvira
patakatanga
kudanana
ndaka
Nyora
verse
rekutanga
rekutivaka
Nekuti
ndakanga
ndazowana
wandaitsvaga
Mmmmm
Mukarwiyo
aka
Pane
patakasvika
pakuda
kuparara
Nekuda
kwezvinhu
zvaiitika
tichinyarara
Asi
ndizvo
zvakazosimbisa
kuti
tinyatsofara
Nyatsofara
iwewe
hey
Iwewe
Wazondozadzisa
Zvizere
Rudo
wasimbisa
Handikuvimbise
Denga
rechinomwe
Handidizve
kuti
pese
pese
ucheme
Asi
ndokuvimbisa
Rudo
Handikuvimbise
Denga
rechinomwe
Handidizve
kuti
pese
pese
ucheme
Asi
ndokuvimbisa
ndokuvimbisa
Rudo
Iwewe
Wazondozadzisa
Zvizere
Rudo
wasimbisa
Iwewe
Wazondozadzisa
Zvizere
Rudo
wasimbisa
Mukarwiyo
aka
eeeh
Mukarwiyo
aka
oooh
Muuukarwiyo
aka
eeeh
Mukarwiyo
aka
ohhhh
1 MaiVevana
2 Umu
3 Hatizive
4 Kure Kure
5 Famba
6 Mira Titaure
7 Nyaya Yerudo (Bassanova Remix)
8 Karwiyo Aka
9 Amai
10 Shaina
11 Nyaya Yerudo
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.